Winky D - Karma текст песни

Текст песни Karma - Winky D




Nhamo unechitema ndakakutsvagira dipirizona
Hona zvangu zvatsvukira saka ndauya kuzokuona
GAAFAA
Pawaitiwana hauchatiwana ikoko
Hatisisiko ikoko
Hello nhamo gafa radzoka kurecovery
Iwe nhamo hauchapapoya ndavacovered
Saka Karma Karma
Uchapapoya sei panemadollars
Karma Karma
Itoita soft kunge dhirinki dopaz
Zvese zvawakandiita zvaakudzoka zvakadoubler
Waindiswedza nenzara segafa ndaikudhabhura
Ndizvo zvakazoita kuti ndizoti habhura katapura



Авторы: Wallace Chirumiko



Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.