Текст песни Hooray - Winky D
Ga,
ga,
Gafa
Taivaona
vachisasana
Vachiri
kamukomana
nekamusikana
Vamwe
vaiti,
"Vachachaya
mapoto"
Vamwe
vaiti,
"Hapana
zvichaperera
muchoto"
Vamwe
vaiti,
"Hameno,
ndezvekwavo
ikoko"
Nhasi
vazounganidza
vanhu
saka
toisa
maoko
Hayiwa
nhasi
vabatanidzwa
(hoo-raay,
hoo-raay,
hoo-raay)
Topemberera
dhi-dhi-dhi-dhi
(hoo-raay,
hoo-raay,
hoo-raay)
Hona
vadadisa
vana,
vaunganidza
hama
Zvipo
zvizere,
Mabhozida
avakazunza
zvikwama
Masahwira
ari
kunyama,
vanhu
vonyautsa
mukanwa
Mifananidzo
torai
hatidi
zvikanganwa
Toringisa
vaperekedzi,
vanonwisa
mvura
bedzi
Kafambiro
kacho
sengirozi
dzatumwa
naTenzi
Baba
hatichada
kunzwa
kuti
mateedza
madhirezi
Mabatanidzwa
muhupenyu,
movhura
imwe
page
Chipai
kiss
vachati,
nguva
yatasvika
ndoo
ye-kiss
vachati
Maunganidza
vanhu,
pakuda
peace
vachati
Zvekurwisana
mumba
nikisi
vachati,
hoyi
hoyi
Hayiwa
nhasi
vabatanidzwa
(hoo-raay,
hoo-raay,
hoo-raay)
Topemberera
dhi-dhi-dhi-dhi
(hoo-raay,
hoo-raay,
hoo-raay)
Pamusoroi
vanababa,
ndineshoko
rimwe
kune
vaviri
vachata
Muchiona
mava
amai
nababa,
teedzerai
izvi
muimba
yamavaka
Daddy
vanoda
kudziisirwa
mvura,
pakudzoka
kumba,
baba
musapfurikidza
nguva
Wanai
nguva
yekutandara
pazuva
Tozvikoshesa
murudo
dzamara
mupinde
muguva
Saka
madzimai,
ndipeiwo
mhururu
uko,
ndipeiwo
mhururu
uko
Nemi
vanababa
isayi
miridzo
uko,
isayi
miridzo
uko
Saka
dzokororo
ine
simba,
pakuda
kiss
vachati
Nguva
yatasvika
ndoo
ye-kiss
vachati
Maunganidza
vanhu,
pakuda
peace
vachati
Zvekurwisana
mumba
nikisi
vachati,
hoyi
hoyi
Hayiwa
nhasi
vabatanidzwa
(hoo-raay,
hoo-raay,
hoo-raay)
Topemberera
dhi-dhi-dhi-dhi
(hoo-raay,
hoo-raay,
hoo-raay)
Hayiwa
nhasi
vabatanidzwa
(hoo-raay,
hoo-raay,
hoo-raay)
Topemberera
dhi-dhi-dhi-dhi
(hoo-raay,
hoo-raay,
hoo-raay)
1 Happiest Man
2 Bob Marley Funeral
3 Gafa Party (Toi Toi)
4 Extraterrestrial
5 Twenty Five
6 Panorwadza Moyo
7 Karma
8 Photo Life
9 Hooray
10 Bhebhi Ramwari
11 Mwendamberi
12 Daddy
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.