Текст песни Chinjikano - Zimpraise
Ipapo,
ipapo,
Jesu
ndichakudza;
Kusvikira
ikweyo
Ndichimurumbidza
Chinjikano
ndirero
Tsime
reupenyu;
Rinopodzavose
She,
Vanouya
kwenyu.
Ipapo,
ipapo,
Jesu
ndichakudza;
Kusvikira
ikweyo
Ndichimurumbidza.
Chinjikano,
ipapo
Ndanga
ndichihuta;
Bva
nenyasha
ndipapo
Pandakazofara.
Ipapo,
ipapo,
Jesu
ndichakudza;
Kusvikira
ikweyo
Ndichimurumbidza
Maratidza
ipapo
Tsitsi
dzenyu
huru;
Zvino
mundibetserei
Kuifunga
kwazvo!
Ipapo,
ipapo,
Jesu
ndichakudza;
Kusvikira
ikweyo
Ndichimurumbidza
Ipapo,
ipapo,
Jesu
ndichakudza;
Kusvikira
ikweyo
Ndichimurumbidza...
Ndorambira
ipapo
Nekutenda
kwoga;
Pamwe
handizivi′po
Asi
apo
poga...
Ipapo,
ipapo,
Jesu
ndichakudza;
Kusvikira
ikweyo
Ndichimurumbidza...
1 Come Let Us Sing
2 Sungano (Theme Song)
3 Covenant
4 We Declare (Kubata Kwenyu)
5 Mapostori
6 Ndofara (Baba Manyeruke)
7 Nguva Yekunamata
8 Ndakafara
9 Jesu Ndiye Mumwe / Munesimba
10 Mwari Muri
11 Huyai Navo
12 Tinoda Kuimbira Jesu
13 Chinjikano
14 Mazuva Acho
15 Madimoni (Baba Manyeruke)
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.