Lyrics Chipo Changu - Alexio Kawara
Pandinoshaura,
vachidairira
Zvandinoimba
vachiteera
Chipo
nyanduri
kudzamira
Ngoma
yevaridzi
yotsinhira
Zvozipa
nyika
yo
dzana
Handirangu
iri
simba
nderenyu
Zvimwe
paya
ndakazvitutumadza
Kukanganwa
ndovarairwa
Ndinokutendai
Tenzi
woye
(tenzi
wooooye)
Manditungamira
mu
hondo
(mu
hondo
muhondo)
Kuti
ndigone
kurarama
Mhanzi
chipo
changu
Ndinokutendai
changamire
Manditungamira
murwendo
Kuti
ndigone
kurarama
Mhanzi
chipo
changu
mambo
Pavanodzana
ndogutsikana
Humhizha
uyu
makandidana
Kupembedzwa
zvorerutsa
ndima
iyi
Sandi
ziya
iri
idonhodzo
Zvozipa
nyika
yodzana
Handirangu
iri
simba
nderenyu
Zvimwe
paya
ndakazvitutumadza
Kukanganwa
ndovarairwa
End
1 Save
2 Chihwandehwande
3 Chinyanye
4 Chipo Changu
5 Tose
6 Mwana WaAmai
7 Paunoda
8 Se
9 Newe
10 Wadiwa
11 Gomba Remoto
12 Kuchanaya
13 Dear Sons And Daughters
Attention! Feel free to leave feedback.