Lyrics Zvakaipa Itai Ndisiye - Freeman HKD
Iya
zvakaipa
dai
ndarega
Zvakaipa
itai
ndisiye
(Oskid)
Zvakaipa
dai
ndarega,
iya
Itai
ndisiye
(HK-
HKD
Boss)
Definitely
Moyo
wangu
unosinina
ruvengo
nehutsinye
Ishe
(hutsinye
ndisiye)
Haridoke
ndisina
kuchiva
handizvigone
(zvakaipa
dai
ndarega)
(Godo
ndisiye)
pakaitwa
chakanaka
nemumwe
Mukati
memoyo
zvinondirwadza
sei?
(Zvakaipa
dai
ndarega)
(Godo
ndisiye)
muromo
wangu
(zvakaipa
dai
ndarega)
Unongotaura
zvese,
zvese
sei?
(Kunyeya
ndisiye)
Pandinofamba
mukati
meguta
Ishe
maziso
angu
haasi
kuguta
Ndinotarisa
vakadzi
vakawanda
Asi
ndinaye
wangu
1 wandakada
Chakanaka
chakaitwa
neshamwari
yangu
Nechemumoyo
ndoti
dai
zviri
zvangu
Itai
kuti
ndigutsikane
nezvangu
Ndipo
chete
pane
chichemo
changu
(Hutsinye
ndisiye)
moyo
wangu
unosinina
Ruvengo
nehutsinye
Ishe
(zvakaipa
dai
ndarega)
(Humhombwe
ndisiye)
haridoke
(Zvakaipa
dai
ndarega)
ndisina
kuchiva
handizvigone
(Godo
ndisiye)
pakaitwa
chakanaka
nemumwe
Mukati
memoyo
zvinondirwadza
sei?
(Zvakaipa
dai
ndarega)
(Kunyeya
ndisiye)
muromo
wangu
Unongotaura
zvese,
zvese
sei?
(Zvakaipa
dai
ndarega)
Haana
kunaka
mashoko
andinotaura
Anobaya
achipisa
kunge
mbaura
Kuyedza
kuzvichenesa
ndosaka
ndashaura
Sei
ndichishuva
vamwe
vagokaura?
Itai
kuti
ndigopfugama
ndichinamata
Pamwe
nekugutsikana
nezvandinoshanda
Mugoropafadzawo
chese
chandichabata
Network
yevamwe
ngandisai-cutter
Moyo
wangu
unosinina
ruvengo
nehutsinye
Ishe
(zvakaipa
dai
ndarega)
(Humhombwe
ndisiye)
haridoke
(Zvakaipa
dai
ndarega)
ndisina
kuchiva
handizvigone
(Godo
ndisiye)
pakaitwa
chakanaka
nemumwe
Mukati
memoyo
zvinondirwadza
sei?
(Zvakaipa
dai
ndarega)
(Kunyeya
ndisiye)
muromo
wangu
Unongotaura
zvese,
zvese
sei?
(Zvakaipa
dai
ndarega)
Pandinofamba
mukati
meguta
Ishe
maziso
angu
haasi
kuguta
Ndinotarisa
vakadzi
vakawanda
Asi
ndinaye
wangu
1 wandakada
Chakanaka
chakaitwa
neshamwari
yangu
Nechemumoyo
ndoti
dai
zviri
zvangu
Itai
kuti
ndigutsikane
nezvangu
Ndipo
chete
pane
chichemo
changu
Moyo
wangu
unosinina
ruvengo
nehutsinye
Ishe
(zvakaipa
dai
ndarega)
(Humhombwe
ndisiye)
haridoke
(Zvakaipa
dai
ndarega)
ndisina
kuchiva
handizvigone
(Godo
ndisiye)
pakaitwa
chakanaka
nemumwe
Mukati
memoyo
zvinondirwadza
sei?
(Zvakaipa
dai
ndarega)
(Kunyeya
ndisiye)
muromo
wangu
Unongotaura
zvese
zvese
sei?
(Zvakaipa
dai
ndarega)
(Hutsinye
ndisiye)
moyo
wangu
unosinina
Ruvengo
nehutsinye
Ishe
(zvakaipa
dai
ndarega)
(Humhombwe
ndisiye)
haridoke
(Zvakaipa
dai
ndarega)
ndisina
kuchiva
handizvigone
(Godo
ndisiye)
pakaitwa
chakanaka
nemumwe
Mukati
memoyo
zvinondirwadza
sei?
(Zvakaipa
dai
ndarega)
(Kunyeya
ndisiye)
muromo
wangu
Unongotaura
zvese,
zvese
sei?
(Zvakaipa
dai
ndarega)
Moyo
wangu
unosinina
ruvengo
nehutsinye
Ishe
Haridoke
ndisina
kuchiva
handizvigone
Pakaitwa
chakanaka
nemumwe
mukati
memoyo
zvinondirwadza
sei?
Muromo
wangu
unongotaura
zvese,
zvese
sei?
(Hutsinye
ndisiye)
Zvakaipa
dai
ndarega
Humhombwe
ndisiye
Zvakaipa
dai
ndarega
Godo
ndisiye
Zvakaipa
dai
ndarega
Kunyeya
ndisiye
Zvakaipa
dai
ndarega
Godo
ndisiye
Zvakaipa
dai
ndarega
Kunyeya
ndisiye

1 Happy Time
2 Top Shatta
3 Confessions (Kwandakabva Kure)
4 Zvakadzvanya
5 Zvakaipa Itai Ndisiye
6 Zvemufirimu
7 Vhura Mukova
8 Handikurove
9 Hello
10 Mangoma Ihobho
11 Siya
12 Matakadya Kare
13 Maya
14 Ndinenge Bofu
Attention! Feel free to leave feedback.