Killer T - Mufambo Lyrics

Lyrics Mufambo - Killer T



Zvikanzi chimbidza kudzoka kure
Negoma yangu
Chimbidza kudzoka kwandabva kure
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Ndangoti Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Ndangandichida kuzongopupura pazuva racho ratichasangana
Ndivaudze musango matabuda
Munezvikara zvinorura
Vanoda boboto boboto
Asi handina kuzovapindura
Nemoyo une rudo uyu wamatipa
Tinemisodzi ine nhorondo
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Ndangoti Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Enda unokoka machemebere ndabaiya
Ronda racho ririkuvhika moto
Handikwanise kungochema chinochemedza
Tinechidzidzo chatakawirirana
Mwaribaba Samasimba inzwai kuchema kwangu
Ndimi ziso rehupenyu hwangu
Todosiya tarova ngoma pano Mai kuti titambirwei kuti mutibvumbamire
Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure
Nengoma yangu
Chimbidza kudzoka kandabva kure
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Ndangoti Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Ndangandichida kuzongopupura
Pazuva racho ratichasangana
Ndivaudze musango matabuda
Munezvikara zvinorura
Vanoda boboto boboto
Asi handina kuzovapindura
Nemoyo une rudo uyu hwamatipa
Tinemisodzi ine nhorondo
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Ndangoti Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure
Nengoma yangu
Chimbidza kudzoka kwandabva kure
Nengoma yangu
Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure
Nengoma yangu
Chimbidza kudzoka kwandabva kure
Nengoma yangu




Killer T - Mukuru Mukuru Singles Collection
Album Mukuru Mukuru Singles Collection
date of release
09-08-2019




Attention! Feel free to leave feedback.