Oliver Mtukudzi - Hakuendwe Lyrics

Lyrics Hakuendwe - Oliver Mtukudzi



Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kuna amai unoyemawo
Unoyema ugere pamakumbo (pa amai ugere)
Zvino aziva muguta kana munhanga (wayaruka)
Kana munhanga wayaruka (Yowe)
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe uko, hakuendwe
Anga pepetwe iwe uchisara murusero (ndiani)
Murusero angave mhutwa ndiani (ndianiko)
Kubongomora yowe amaiwe hakushande
Hakuendwe amai kusina (Yowe)
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe iwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe uko, hakuendwe
Dai uriwe mbewu mai vaikuchengera (muchengo)
Mai kupfekera muchengo pavanokuona (pfee)
Pavanokuona kumirira kubvarutsva (yaturuka)
Mumarutsva uriwembewu here (Yowe)
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe uko, hakuendwe
Anga pepetwe iwe uchisara murusero (ndiani)
Murusero angave mhutwa ndiani (ndianiko)
Kubongomora yowe amaiwe hakubatsiri
Hakuendwe amai kusina (Yowe)
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe uko, hakuendwe
Kuna amai unoyemawo
Unoyema ugere pamakumbo (pa amai ugere)
Zvino aziva muguta kana munhanga (wayaruka)
Kana munhanga wayaruka (Yowe)
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe uko, hakuendwe
Dai uriwe mbewu mai vaikuchengera (muchengo)
Mai kupfekera muchengo pavanokuona (pfee)
Pavanokuona kumirira kubvarutsva (yaturuka)
Mumarutsva uriwembewu here (Yowe)
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe
Kusina amai hakuendwe, hakuendwe




Oliver Mtukudzi - Collection 1991-1997
Album Collection 1991-1997
date of release
04-10-2004




Attention! Feel free to leave feedback.