Oliver Mtukudzi - Matitsika Lyrics

Lyrics Matitsika - Oliver Mtukudzi



Tinekutambirai mauya
Tinekutambirai masvika
Tinekutambirai mauya
Tekutambirai nemawoko maviri
Tinekutambirai masvika
Tinekutambirai mauya
Tekutambirai nemawoko maviri
Tinekutambirai matitsika
Tekutambirai mauya
Tinekutambirai nemawoko maviri
Tinekutambirai masvika
Tinekutambirai mauya
Tekutambirai nemawoko maviri
Tinekutambirai matitsika
Kunyanyemi makokwa
Kunyanyemi matiguta
Kunyanya imi makokwa
Hatikanganwe nemi vangouyawo
Tinekutambirai masvika
Kunyanyemi makokwa
Hatikanganwe nemi vangouyawo
Tinekutambirai matitsika
Musha haungave musha
Musha musha, navayenzi
Musha haungave musha
Musha musha, navayenzi
Ungave mutema, mutsuku, mupfumbu, muchena wekoko
Tatenda matitsika
Ungave mutema, mutsuku, mupfumbu, muchena wekoko
Tatenda mugodzoka
Musha musha
Musha musha navayenzi
Musha musha
Musha musha navayenzi
Tekutambirai mauya
Tinekutambirai nemawoko maviri
Tinekutambirai matitsika
Kunyanyemi makokwa
Hatikanganwe nemi vangouyawo
Tinekutambirai masvika
Ungave mutema, mutsuku, mupfumbu, muchena wekoko
Tatenda mugodzoka
Musha haungave musha
Musha musha navayenzi




Oliver Mtukudzi - Sarawoga
Album Sarawoga
date of release
28-09-2012




Attention! Feel free to leave feedback.