Lyrics Baba - Oliver "Tuku" Mtukudzi
                                                Imi 
                                                baba 
                                                manyanya 
                                                kurova 
                                                amai
 
                                    
                                
                                                Ndimi 
                                                baba 
                                                manyanya 
                                                kutuka 
                                                amai
 
                                    
                                
                                                Munoti 
                                                isu 
                                                vana 
                                                tofara 
                                                sei?
 
                                    
                                
                                                Isu 
                                                isu 
                                                vana 
                                                tofara 
                                                sei?
 
                                    
                                
                                                Kana 
                                                mai 
                                                vachichema 
                                                pameso 
                                                pedu
 
                                    
                                
                                                Kana 
                                                mai 
                                                vachingochema 
                                                pameso 
                                                pedu
 
                                    
                                
                                                Vati 
                                                ponda 
                                                hako 
                                                ndifire 
                                                pavana 
                                                vangu
 
                                    
                                
                                                Hunzi 
                                                pondai 
                                                henyu 
                                                ndifire 
                                                pavana 
                                                vangu
 
                                    
                                
                                                Ndozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba(tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Baba 
                                                chidhakwa 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Baba 
                                                chidhakwa 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Chavanotadza 
                                                chiiko, 
                                                chinomirira 
                                                madhakwa?
 
                                    
                                
                                                    I 
                                                doro 
                                                here 
                                                rinoti 
                                                mai 
                                                ngava 
                                                tukwe?
 
                                    
                                
                                                    I 
                                                doro 
                                                here 
                                                rinoti 
                                                mai 
                                                ngavarohwe?
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Vauya 
                                                vadhakwa 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Baba 
                                                chidhakwa 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Imi 
                                                baba 
                                                marova 
                                                mai
 
                                    
                                
                                                Ndimi 
                                                baba 
                                                manyanya 
                                                kutuka 
                                                mai
 
                                    
                                
                                                Munoti 
                                                isu 
                                                isu 
                                                vana 
                                                tofara 
                                                seiko?
 
                                    
                                
                                                Isu 
                                                vana 
                                                tofara 
                                                sei?
 
                                    
                                
                                                Kana 
                                                mai 
                                                vachingochema 
                                                pameso 
                                                pedu
 
                                    
                                
                                                Kana 
                                                mai 
                                                vachichema 
                                                pameso 
                                                pedu
 
                                    
                                
                                                Vati 
                                                ponda 
                                                hako 
                                                ndifire 
                                                pavana 
                                                vangu
 
                                    
                                
                                                Ponda 
                                                hako 
                                                ndifire 
                                                pavana 
                                                vangu
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                isu 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Baba 
                                                chidhakwa 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Baba 
                                                chidhakwa 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Baba 
                                                chidhakwa 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Ndotsiura 
                                                sei, 
                                                imi 
                                                baba?
 
                                    
                                
                                                Tinotsiura 
                                                seiko 
                                                pamunotadza?
 
                                    
                                
                                                Imi 
                                                muri 
                                                hasha 
                                                dzega 
                                                dzega
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                kani
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                    I 
                                                doro 
                                                here 
                                                rinoti 
                                                mai 
                                                ngavarohwe
 
                                    
                                
                                                    I 
                                                doro 
                                                here 
                                                rinoti 
                                                mai 
                                                ngavatukwe
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                                                Imi 
                                                baba 
                                                manyanya 
                                                kani
 
                                    
                                
                                                Tozeza 
                                                baba 
                                                (tozeza 
                                                baba)
 
                                    
                                
                            1 Madzongonyedze
2 Baba
3 Ndiri Bofu
4 Bvongodza Muto
5 Bvongodza Muto
6 Mwana Asingacheme
7 Ndiri Bofu
8 Baba
9 Tumirai Shoko
10 Timbvumbamireyi
11 Kumhunga
12 Madzongonyedze
Attention! Feel free to leave feedback.