Oliver Mtukudzi - Hope Lyrics

Lyrics Hope - Oliver "Tuku" Mtukudzi

Hona hope hadzina ndima
Ndati hope hadzina ndima, hadzina ndima
Ukagudugudza wasaririra
Haiwa hope hadzina ndima, hadzina ndima
Ukagudugudza wararirira
Apa basa mangwanani, mangwanani
Ukagudugudza wasaririra
Haiwa basa mangwanani, mangwanani
Ukagudugudza wasaririra
Hona hope hadzina ndima, hadzina ndima
Ukagudugudza wasaririra
Ndati hope hadzina ndima idzi, hadzina ndima
Ukagudugudza wararirira
Haiwa basa mangwanani, mangwanani
Ukagudugudza wasaririra
Haiwa basa mangwanani, mangwanani
Ukagudugudza wararirira
Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo, nayo tinayo
Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo, nayo tinayo
Nayo tinayo, nayo tinayo
Pinda mu-shift tione, tiyende, ukagudugudza wasaririra
Tora muzira tiyende, tiyende, ukagudugudza wararirira
Haiwa basa mangwanani, mangwanani
Ukagudugudza wasaririra
Haiwa basa mangwanani, mangwanani
Ukagudugudza wararirira, maiyo mai
Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo (tinayo) nayo tinayo
Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo (tinayo) nayo tinayo
Nayo tinayo, nayo tinayo
Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo (tinayo) nayo tinayo
Hatina nguva yatinofunga kuti tinayo (tinayo) nayo tinayo
(Tinayo) nayo tinayo, nayo tinayo

Writer(s): Oliver Senger, Mike Eric Johnson

Oliver Mtukudzi - Nhava
Album Nhava
date of release
25-10-2004

Attention! Feel free to leave feedback.