Sabastian Magacha - Gwenzi Lyrics

Lyrics Gwenzi - Sabastian Magacha

Gwenzi rinopfuta pasina moto ini ndotya ndotya ndotya

Ko anodaidza zita rangu ndiyani ndotya ndotya ndotya

Akariona gwenzi iro iye moses ndokuvhunduka
Akanzi bvisa shangu dzako nzvimbo yauri itsvene moses ndokuvhunduka
Ko agadaidzawo mhondi ndiyani mwari wee ndiJehovha mambo

Hazvina mhosva wakaiteiko ndimwari anishandura
Achinge akudana iwe usarambe ndimwari anoshandura

Writer(s): Sabastian Magacha

Attention! Feel free to leave feedback.
//}