Trevor Dongo - Shoko Rerudo Lyrics

Lyrics Shoko Rerudo - Trevor Dongo



Mmmmmm yeah Trevor d
Ndakambofunga pamwe uri murungu
Mazuva ekutanga ndichitanga kukuona
Ganda rako kubaka nekupenya zvakanditora moyo ndizvo zvakandidana
Mhando yako hayiwanike nyore, zvinoda ushingi nekumira mira ey
Kwaunobva kwacho handikuone ini ndosaka ndasarudza ndimbokuyimbira
Ooouh wiu wiu ndakukukura
Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyo
Mumba menyu mumbori vangani
Ndinenge ndafunga zano rangu ini
I wanna introduce your sisters to my brothers too
Tibva tangoripenda dzinza rese
Hanzi roora wematongo
Tokuchinja zita wova wekwa Dongo
Vakawanda zvichava batabata
Nekuti pakukuda handimbo cutter cutter (no no)
Oouh wiu wiu ndakukukura shoko rerudo
Kubva kutsi kwemoyo
Oouh wiu wiu ndigokuyimbira kuti vavakidzani vagonzwa nemoyo
Oouh wiu wiu ndakukukura shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
Oouh wiu wiu ndigokuyimbira kuti vavakidzani vagomzwa nemoyo
Its nature to be so much in love (to be so much in love)
Hazvingapikiswe kwete
Chero tichiwirirana chete
Its nature to be so much in loooove (so much in love)
Hazvingapikiswe kwete
Chero tichiwirirana chete
Ooooh woo hoo ooo yeah
Yeah yeah yeah oooooooh



Writer(s): Trevor Dongo


Trevor Dongo - Shoko reRudo
Album Shoko reRudo
date of release
24-08-2016




Attention! Feel free to leave feedback.