Lyrics Bhatiri - Winky D
Gafa
Gafa
Gafa
zvekare
Vanoda
kundimisa
zvandinoita
(no,
no,
no,
no,
no)
Hakuna
kundityisa
kwamunoita
Oskid,
ndine
kapower
power
Kapower
kari
mandiri
Ini
ndine
kapower
power
Kapower
kari
mandiri
Pavanoisa
negative
yavo
pa
positive
yangu
(zvino
sparker)
Pandinoisa
positive
yangu
pa
negative
yavo
(zvino
sparker)
Ndinenge
Bhatiri
(zvo
sparker,
sparker,
sparker)
Bhatiri
(zvo
sparker,
sparker
sparker)
Vanoshuwira
kuti
dai
ndafa
(dai
chafa
icho)
Vokoshiwa
kuti
ndiri
Gafa
Honaka
Munhu
wese
ane
power
rake
Ane
zuva,
ane
ma
awa
ake
Kana
newe
une
power
rako
Vimba
nezvauri
moyo
ndo
kirawa
rako
Muhupenyu
mune
maseason
Kuchanaya
kuchapisa,
zvine
reason
Usingakwanise
moto
we
oven
Mhama
vakanditi
tamba
kure
ne
kitchen
Coz
mulife
uchasangana
nevanhu
Vachauya
vokurimira
muganhu
Vasingade
uone
chimwe
chikamu
Saka
mira
zvine
hudzamu
Pavanoisa
negative
yavo
pa
positive
yangu
(zvino
sparker)
Pandinoisa
positive
yangu
pa
negative
yavo
(zvino
sparker)
Ndinenge
Bhatiri
(zvo
sparker,
sparker,
sparker)
Bhatiri
(zvo
sparker,
sparker
sparker)
Vanoshuwira
kuti
dai
ndafa
(dai
chafa
icho)
Vokoshiwa
kuti
ndiri
Gafa
Manje,
ndine
kapower
power
Kapower
kari
mandiri
Ini
ndine
kapower
power
Kapower
kari
mandiri
Life
haimirire
kusparker
nekuti
vavengi
vakavhura
maziso
Happy
yacho
kana
mari
haitenge
panapa
ndozviripo
Nhasi
izuva
rangu
ndiri
ku
charger
(charger,
charger)
Voda
kuona
guva
rangu
vondi
judger
(judger,
judger)
Pandionenda
mberi
ndigadzirei
mbuva
yangu
Judger
Zvevanhu
handichadya
vangazondibatira
musadza
Pavanoisa
negative
yavo
pa
positive
yangu
(zvino
sparker)
Pandinoisa
positive
yangu
pa
negative
yavo
(zvino
sparker)
Ndinenge
Bhatiri
(zvo
sparker,
sparker,
sparker)
Bhatiri
(zvo
sparker,
sparker
sparker)
Vanoshuwira
kuti
dai
ndafa
(dai
chafa
icho)
Vokoshiwa
kuti
ndiri
Gafa
1 Njema
2 Chanderlier
3 Sekai
4 Chitekete
5 Siya So
6 Ijipita
7 Ndidye Mari
8 Naye
9 Bhatiri
10 Amai
11 Murombo
12 Area 51
13 Mangerengere
Attention! Feel free to leave feedback.