Lyrics Amai - Winky D
Gafa
(Gafa)
Gafa
(Gafa)
Gafa
(Gafa)
Iwe
Oskid!
Mira
kutukisa
mai,
haikona
kutukisa
mai
Mira
kutukisa
mai,
haikona
kutukisa
mai
Chekutanga
kudya
chandakaisa
mukanwa
ndimi
makapakura
Kunyangwe
mwedzi
mipfumbamwe
ichiri
mimba
ndimi
makatakura
Asi
nhasi
tabve
zera
Tava
kubuda
mugwara
ratakaratidzwa
nevacho
vakatirera
(ayaya)
Makandifundisa
yese
mirairo
kubvira
ndiri
mwana
Mukati
patience
dzine
mubairo
kubvira
ndiri
mwana
Misikanzwa
yandinoita
yese
zva
zvemusoro
wangu
Ku
cheater
kwandoita
vana
vevanhu
zva
zvemusoro
wangu
(mhamha)
Pandinokaganisa
kunze
uko
ruregerero
ndimi
munotukwa
Ndakumbira
muri
vapenyu
mukadzokera
kuivhu
munopfuka
Haranga
dzandafambidzana
nadzo
dzose
dzogaya
kuti
munoshupa
Nekuda
kwehunhu
wandinomboita
hobho
vari
kunyunyuta
Vanoona
imi
pandiri
(pandiri
mhamha)
Vogaira
ndizvo
zvamuri
(zvamuri
mhamha)
Mira
kutukisa
mai,
haikona
kutukisa
mai
Mira
kutukisa
mai,
haikona
kutukisa
mai
Makandifundisa
yese
mirairo
kubvira
ndiri
mwana
Mukati
patience
dzine
mubairo
kubvira
ndiri
mwana
Misikanzwa
yandinoita
yese
zva
zvemusoro
wangu
Ku
cheater
kwandoita
vana
vevanhu
zva
zvemusoro
wangu
(mhamha)
Dzimwe
nguva
ndinoshaiwa
rukudzo
kunyangwe
kune
vanhu
vakuru
Ndakadembedza
bhurukwa
zvitanda
munzeve
ndichizviidza
bhuru
Ndichiti
hakuna
anonditsiura
Pakuziva
hakuna
anondipfuura
Ndichiti
ichiripo
nguva
Kusaziva
ndiri
kuzvicherera
guva
Vari
kugunun′una
nemuzita
ramai
vati
haana
kurairwa
Ini
ndatsvaga
pakatadza
amai
pakurera
vana
ndapashaiwa
Mira
kutukisa
mai,
haikona
kutukisa
mai
Mira
kutukisa
mai,
haikona
kutukisa
mai
Makandifundisa
yese
mirairo
kubvira
ndiri
mwana
Mukati
patience
dzine
mubairo
kubvira
ndiri
mwana
Misikanzwa
yandinoita
yese
zva
zvemusoro
wangu
Ku
cheater
kwandoita
vana
vevanhu
zva
zvemusoro
wangu
(mhamha)
Mira
kutukisa
mai,
haikona
kutukisa
mai
Mira
kutukisa
mai,
haikona
kutukisa
mai
1 Njema
2 Chanderlier
3 Sekai
4 Chitekete
5 Siya So
6 Ijipita
7 Ndidye Mari
8 Naye
9 Bhatiri
10 Amai
11 Murombo
12 Area 51
13 Mangerengere
Attention! Feel free to leave feedback.