Alexio Kawara - Nehana paroles de chanson

paroles de chanson Nehana - Alexio Kawara



Pandoyambuka newe
Kana mvura zhinji haindinyudze
Pandinomhanya newe
Isimba rako rangu kuti ndisvike
Mumakomoyo munotyisa
Munoti chando
Moti kupisa
Mumasangomo munorura
Handirohwe nehana
Ndee ooh ooh ooh ooh
Handirohwe nehana
Ndee ooh ooh ooh ooh
Mmmmm
Paninomira newe
Unomira mira kuti ndisawe
Ndogara newe
Hapana kumwe kandingaende
Mashoko ako anodzidzisa
Ndapera zano
Handichanzwisisa
Mangu mumoyo wakatsigira
Handirohwe nehana
Ndee ooh ooh ooh ooh
Handirohwe nehana
Ndee ooh ooh ooh ooh
Handirohwe nehana
Ndee ooh ooh ooh ooh
Handirohwe nehana
Ndee ooh ooh ooh ooh
Handirohwe nehana
Ndakanyura
Chimbidza
Mwenje wodzima
Ugochimbidza
Chinondidzikamisa
Ndiwe iwewe wega
Pandinomuka newe
Nerunako rwako kwenge kurota
Ndiswere newe oh oh
Usazondikanganwa
Hey
Ooh ooh ooh woo
Ooh woo woo woo
Handirohwe nehana
Ndakunyuraaa
Chimbidza
Chimbidza
Yeah yeah yeah
Yeah yeah yeah
Yeah yeah yeah
Kana uripo
Kana uripo ooooo
Handirohwe nehanaaaa



Writer(s): Alexio Kawara


Alexio Kawara - Nehana
Album Nehana
date de sortie
11-01-2019

1 Nehana




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.