Freeman - Kusuka paroles de chanson

paroles de chanson Kusuka - Freeman



Kana mhamha vakusheedza ita ndiri kusuka
Ngavafunge kuti pamwe ndiro dzasukwa
Vakuda kubuda nyepera kugara pasi
Asi uvateache kadhanzi kekusuka
Kana mhamha vakusheedza ita ndiri kusuka
Ngavafunge kuti pamwe ndiro dzasukwa
Vakuda kubuda nyepera kugara pasi
Asi uvateache kadhanzi kekusuka
Iwe Rodney 1
Kusuka kusuka
Tamba kadhanzi kekusuka
Pesanisa maoko seunoruka
Hona ma ghetto yuts akusuka
Chisimuka simuka
Pawakagara utange kusuka
Dzikama usatambe zvakafumuka
Iye zvino yava nguva yekusuka
Kana mhamha vakusheedza ita ndiri kusuka
Ngavafunge kuti pamwe ndiro dzasukwa
Vakuda kubuda nyepera kugara pasi
Asi uvateache kadhanzi kekusuka
Kana mhamha vakusheedza ita ndiri kusuka
Ngavafunge kuti pamwe ndiro dzasukwa
Vakuda kubuda nyepera kugara pasi
Asi uvateache kadhanzi kekusuka
Pawangonzwa kuti uda kusuka suka
Asingazive dhanzi rekusuka buka
Kapasire pandiri kunge Pogba naLukaku
Asi anoda kusukwa nemagalis buka
Bomboclart
Hakusi kutuka
Kushamisika nekuona ma ghetto yuts achisuka
Patinosuka bata camera firimu shooter
Beat right over de
Hatidi vanojuta
Kudzi
Mhamha
Inga ndati huya kuno urikuiteiko
Ndirikusuka mhamha
Ukuitei
Ndirikusuka
Kana mhamha vakusheedza ita ndiri kusuka
Ngavafunge kuti pamwe ndiro dzasukwa
Vakuda kubuda nyepera kugara pasi
Asi uvateache kadhanzi kekusuka
Kana mhamha vakusheedza ita ndiri kusuka
Ngavafunge kuti pamwe ndiro dzasukwa
Vakuda kubuda nyepera kugara pasi
Asi uvateache kadhanzi kekusuka
Kusuka kusuka
Tamba kadhanzi kekusuka
Pesanisa maoko seunoruka
Hona ma ghetto yuts akusuka
Chisimuka simuka
Pawakagara utange kusuka
Dzikama usatambe zvakafumuka
Iye zvino yava nguva yekusuka
Kana mhamha vakusheedza ita ndiri kusuka
Ngavafunge kuti pamwe ndiro dzasukwa
Vakuda kubuda nyepera kugara pasi
Asi uvateache kadhanzi kekusuka
Kana mhamha vakusheedza ita ndiri kusuka
Ngavafunge kuti pamwe ndiro dzasukwa
Vakuda kubuda nyepera kugara pasi
Asi uvateache kadhanzi kekusuka
Pawangonzwa kuti uda kusuka suka
Asingazive dhanzi rekusuka buka
Kapasire pandiri kunge Pogba naLukaku
Asi anoda kusukwa nemagalis buka
Bomboclart
Hakusi kutuka
Kushamisika nekuona ma ghetto yuts achisuka
Patinosuka bata camera firimu shooter
Beat right over de
Hatidi vanojuta
Kusuka kusuka
Tamba kadhanzi kekusuka
Pesanisa maoko seunoruka
Hona ma ghetto yuts akusuka
Chisimuka simuka
Pawakagara utange kusuka
Dzikama usatambe zvakafumuka
Iye zvino yava nguva yekusuka
Kana mhamha vakusheedza ita ndiri kusuka
Ngavafunge kuti pamwe ndiro dzasukwa
Vakuda kubuda nyepera kugara pasi
Asi uvateache kadhanzi kekusuka
Kana mhamha vakusheedza ita ndiri kusuka
Ngavafunge kuti pamwe ndiro dzasukwa
Vakuda kubuda nyepera kugara pasi
Asi uvateache kadhanzi kekusuka



Writer(s): Emegy Chizanga, Jordan Link Mangwiro


Freeman - Kusuka
Album Kusuka
date de sortie
30-11-2018




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.