Freeman - Mabori paroles de chanson

paroles de chanson Mabori - Freeman

Mt Zion Musik
Handisikukuona maziso angu ane mabori
Wakandikuvadza ndiwe saka mira kunditi sorry
HK
Ndakazvibata kuti anondidira zita
Andizive kuti pandinofamba kanondicheater kangani
Gaza akaneta anomhanya namakanika
Ndiyo type yekuti inoti handiite mukomana one
Anenge good munhu andaiti seakavimbika
Iguyo rakatsvukira asi akaora mukati
Azoziva kuti kwandiri hauchasvikika
Akuisa status yakanzi Sly ndiwe chete hubby
Handisikukuona maziso angu ane mabori (aaaah)
Wakandikuvadza ndiwe saka mira kunditi sorry (iwewe)
Mira kutaura zvekudanana tsvaka imwe story
Right now handichaona saka rudo ibofu
Handichakude mira kunditi mhofu
Pakaita mbiri disappear wakanga wakuda Winky
Vanhu paye pavainhonga waida mafia 19
Ndakanzwa kuti unochata naDobba Don naWendy
Babie hausi straight handikutruste unenge uri groupie
Kubhora futi unozivana naHardlife Zvirekwi
Iyo Caps United unoida waimbosasa naNyasha Mushekwi
Nyangwe kuDembare futi unozivana naMutumwa Rody
Better undisiye uri wasted uri groupie

Handisikukuona maziso angu ane mabori (bori)
Wakandikuvadza ndiwe saka mira kunditi sorry (mira kunditi sorry)

Writer(s): Emegy Chizanga, Jordan Link Mangwiro

Freeman - Kusuka
Album Kusuka
date de sortie
30-11-2018

Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.