Paroles et traduction Freeman - Mabori
Добавлять перевод могут только зарегистрированные пользователи.
Mt
Zion
Musik
Mt
Zion
Musik
Handisikukuona
maziso
angu
ane
mabori
I
can't
look
at
you
with
wet
eyes
Wakandikuvadza
ndiwe
saka
mira
kunditi
sorry
You
hurt
me,
so
please
apologize
Ndakazvibata
kuti
anondidira
zita
I
controlled
myself
because
she
would
call
me
names
Andizive
kuti
pandinofamba
kanondicheater
kangani
I
didn't
know
how
much
she
cheated
on
me
when
I
was
away
Gaza
akaneta
anomhanya
namakanika
I'm
tired
of
running
behind
mechanics
Ndiyo
type
yekuti
inoti
handiite
mukomana
one
That's
the
type
that
wants
me
to
be
only
her
one
man
Anenge
good
munhu
andaiti
seakavimbika
She
looked
like
a
good
person,
or
so
I
thought
she
was
faithful
Iguyo
rakatsvukira
asi
akaora
mukati
She's
a
red
lady
who's
rotten
inside
Azoziva
kuti
kwandiri
hauchasvikika
Now
she
knows
that
she
can
no
longer
reach
me
Akuisa
status
yakanzi
Sly
ndiwe
chete
hubby
She
posts
statuses
like,
"Sly,
you're
the
only
one
I
love."
Handisikukuona
maziso
angu
ane
mabori
(aaaah)
I
can't
look
at
you
with
wet
eyes
(aaaah)
Wakandikuvadza
ndiwe
saka
mira
kunditi
sorry
(iwewe)
You
hurt
me,
so
please
apologize
(you)
Mira
kutaura
zvekudanana
tsvaka
imwe
story
Stop
talking
about
love,
find
another
story
Right
now
handichaona
saka
rudo
ibofu
Right
now,
I
can't
see,
so
love
is
blind
Handichakude
mira
kunditi
mhofu
I
don't
love
you
anymore,
you're
a
fool
Pakaita
mbiri
disappear
wakanga
wakuda
Winky
When
her
fame
disappeared,
she
wanted
Winky
Vanhu
paye
pavainhonga
waida
mafia
19
When
people
were
cheering,
she
wanted
mafia
19
Ndakanzwa
kuti
unochata
naDobba
Don
naWendy
I
heard
that
you're
going
to
marry
Dobba
Don
and
Wendy
Babie
hausi
straight
handikutruste
unenge
uri
groupie
Baby,
you're
not
straight,
I
can't
trust
you,
you're
a
groupie
Kubhora
futi
unozivana
naHardlife
Zvirekwi
You
also
know
Hardlife
Zvirekwi
in
football
Iyo
Caps
United
unoida
waimbosasa
naNyasha
Mushekwi
You
like
Caps
United,
you
used
to
be
with
Nyasha
Mushekwi
Nyangwe
kuDembare
futi
unozivana
naMutumwa
Rody
You
also
know
Mutumwa
Rody
in
Dembare
Better
undisiye
uri
wasted
uri
groupie
You
better
leave
me
alone,
you're
a
wasted
groupie
Handisikukuona
maziso
angu
ane
mabori
(aaaah)
I
can't
look
at
you
with
wet
eyes
(aaaah)
Wakandikuvadza
ndiwe
saka
mira
kunditi
sorry
(iwewe)
You
hurt
me,
so
please
apologize
(you)
Mira
kutaura
zvekudanana
tsvaka
imwe
story
Stop
talking
about
love,
find
another
story
Right
now
handichaona
saka
rudo
ibofu
Right
now,
I
can't
see,
so
love
is
blind
Handichakude
mira
kunditi
mhofu
I
don't
love
you
anymore,
you're
a
fool
Ndakazvibata
kuti
anondidira
zita
I
controlled
myself
because
she
would
call
me
names
Andizive
kuti
pandinofamba
kanondicheater
kangani
I
didn't
know
how
much
she
cheated
on
me
when
I
was
away
Gaza
akaneta
anomhanya
namakanika
I'm
tired
of
running
behind
mechanics
Ndiyo
type
yekuti
inoti
handiite
mukomana
one
That's
the
type
that
wants
me
to
be
only
her
one
man
Anenge
good
munhu
andaiti
seakavimbika
She
looked
like
a
good
person,
or
so
I
thought
she
was
faithful
Iguyo
rakatsvukira
asi
akaora
mukati
She's
a
red
lady
who's
rotten
inside
Azoziva
kuti
kwandiri
hauchasvikika
Now
she
knows
that
she
can
no
longer
reach
me
Akuisa
status
yakanzi
Sly
ndiwe
chete
hubby
She
posts
statuses
like,
"Sly,
you're
the
only
one
I
love."
Handisikukuona
maziso
angu
ane
mabori
(aaaah)
I
can't
look
at
you
with
wet
eyes
(aaaah)
Wakandikuvadza
ndiwe
saka
mira
kunditi
sorry
(iwewe)
You
hurt
me,
so
please
apologize
(you)
Mira
kutaura
zvekudanana
tsvaka
imwe
story
Stop
talking
about
love,
find
another
story
Right
now
handichaona
saka
rudo
ibofu
Right
now,
I
can't
see,
so
love
is
blind
Handichakude
mira
kunditi
mhofu
I
don't
love
you
anymore,
you're
a
fool
Pakaita
mbiri
disappear
wakanga
wakuda
Winky
When
her
fame
disappeared,
she
wanted
Winky
Vanhu
paye
pavainhonga
waida
mafia
19
When
people
were
cheering,
she
wanted
mafia
19
Ndakanzwa
kuti
unochata
naDobba
Don
naWendy
I
heard
that
you're
going
to
marry
Dobba
Don
and
Wendy
Babie
hausi
straight
handikutruste
unenge
uri
groupie
Baby,
you're
not
straight,
I
can't
trust
you,
you're
a
groupie
Kubhora
futi
unozivana
naHardlife
Zvirekwi
You
also
know
Hardlife
Zvirekwi
in
football
Iyo
Caps
United
unoida
waimbosasa
naNyasha
Mushekwi
You
like
Caps
United,
you
used
to
be
with
Nyasha
Mushekwi
Nyangwe
kuDembare
futi
unozivana
naMutumwa
Rody
You
also
know
Mutumwa
Rody
in
Dembare
Better
undisiye
uri
wasted
uri
groupie
You
better
leave
me
alone,
you're
a
wasted
groupie
Handisikukuona
maziso
angu
ane
mabori
(bori)
I
can't
look
at
you
with
wet
eyes
(eyes)
Wakandikuvadza
ndiwe
saka
mira
kunditi
sorry
(mira
kunditi
sorry)
You
hurt
me,
so
please
apologize
(apologize)
Mira
kutaura
zvekudanana
tsvaka
imwe
story
Stop
talking
about
love,
find
another
story
Right
now
handichaona
saka
rudo
ibofu
Right
now,
I
can't
see,
so
love
is
blind
Handichakude
mira
kunditi
mhofu
I
don't
love
you
anymore,
you're
a
fool
Handisikukuona
maziso
angu
ane
mabori
(bori)
I
can't
look
at
you
with
wet
eyes
(eyes)
Wakandikuvadza
ndiwe
saka
mira
kunditi
sorry
(mira
kunditi
sorry)
You
hurt
me,
so
please
apologize
(apologize)
Mira
kutaura
zvekudanana
tsvaka
imwe
story
Stop
talking
about
love,
find
another
story
Right
now
handichaona
saka
rudo
ibofu
Right
now,
I
can't
see,
so
love
is
blind
Handichakude
mira
kunditi
mhofu
I
don't
love
you
anymore,
you're
a
fool
Évaluez la traduction
Seuls les utilisateurs enregistrés peuvent évaluer les traductions.
Writer(s): Emegy Chizanga, Jordan Link Mangwiro
Album
Kusuka
date de sortie
30-11-2018
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.