paroles de chanson Roadblock - Freeman
Cymplex
Music
Woyo
Woyo
HK
Counter
yacho
yawakazondirova
haisi
It's
too
much,
no
me
can't
take
this
Nokuda
kweizvozvo
kana
kufara
handisi
Cymplex
bika
ngoma
ndirelease
Iwewe
neni
ngatisangobve
muone
way
Kubvira
patangosiyana
chete
iwewe
neni
Ndopakatanga
kufamba
life
yangu
why
Kubvira
patakarambana
isusu
paye
paye
Ndopakatanga
kufamba
life
yangu,
yeah
Babie
waive
roadblock
Iwewe
babie
waita
kunge
uri
roadblock
Sei
uripo
zvanga
zvakamira
kunge
uri
handbrake
Haaaa
babie
waita
kunge
uri
handbrake
Kushaika
kwako
panzvimbo
zvinhu
zvakuendeka
Panga
pane
rima
pakuoneka
Zvino
ndave
stress
free
handichakendenga
Waiti
kunetsa
waiti
kusatendeka
Nguva
yanga
yareba
ndichinetseka
Asi
iko
zvino
ndakasiya
ndakasendeka
I
hope
ndichawana
mumwe
munhu
ari
better
than,
you
Iwewe
ndaisakuchenesa
Wainge
bhutsu
diki
waisapfekeka
Ndikazvifunga
dzimwe
nguva
zvinosekesa
Phone
yako
yaisabatika
mapassword
hobho
Hobho
yaipisa
kupfura
summer
time
(summer
time)
Kubvira
patangosiyana
chete
iwewe
neni
Ndopakatanga
kufamba
life
yangu
why
Kubvira
patakarambana
isusu
paye
paye
Ndopakatanga
kufamba
life
yangu,
yeah
Babie
waive
roadblock
Iwewe
babie
waita
kunge
uri
roadblock
Sei
uripo
zvanga
zvakamira
kunge
uri
handbrake
Haaaa
babie
waita
kunge
uri
handbrake
Pane
vamwe
vakandiruma
nzeve
vakandichuna
chizevezeve
Vakandichuna
kuti
muskana
wako
uye
ipfeve
Ndikaramba
ndikati
kwete
anongoda
inini
chete
Pakati
pangu
naye
pane
kunzwanana
yese
ikete
Time
yandaibva
kumba
waipinda
mumastreets
Ndiri
mustudio
ndiri
busy
nemabeats
Kutryer
kushandira
iwe
ndichigadzira
mahits
Ndopawaisara
wondigadzirira
madiss
Counter
yacho
yawakazondirova
haisi
It's
too
much,
no
me
can't
take
this
Nokuda
kweizvozvo
kana
kufara
handisi
Cymplex
bika
ngoma
ndirelease
Iwewe
neni
ngatisangobve
muone
way
Kubvira
patangosiyana
chete
iwewe
neni
Ndopakatanga
kufamba
life
yangu
why
Kubvira
patakarambana
isusu
paye
paye
Ndopakatanga
kufamba
life
yangu,
yeah
Babie
waive
roadblock
Iwewe
babie
waita
kunge
uri
roadblock
Sei
uripo
zvanga
zvakamira
kunge
uri
handbrake
Haaaa
babie
waita
kunge
uri
handbrake
Kushaika
kwako
panzvimbo
zvinhu
zvakuendeka
Panga
pane
rima
pakuoneka
Zvino
ndave
stress
free
handichakendenga
Waiti
kunetsa
waiti
kusatendeka
Nguva
yanga
yareba
ndichinetseka
Asi
iko
zvino
ndakasiya
ndakasendeka
I
hope
ndichawana
mumwe
munhu
ari
better
than,
you
Iwewe
ndaisakuchenesa
Wainge
bhutsu
diki
waisapfekeka
Ndikazvifunga
dzimwe
nguva
zvinosekesa
Phone
yako
yaisabatika
mapassword
hobho
Hobho
yaipisa
kupfura
summer
time
(summer
time)
Kubvira
patangosiyana
chete
iwewe
neni
Ndopakatanga
kufamba
life
yangu
why
Kubvira
patakarambana
isusu
paye
paye
Ndopakatanga
kufamba
life
yangu,
yeah
Babie
waive
roadblock
Iwewe
babie
waita
kunge
uri
roadblock
Sei
uripo
zvanga
zvakamira
kunge
uri
handbrake
Haaaa
babie
waita
kunge
uri
handbrake
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.