Oliver Mtukudzi - Jeri paroles de chanson

paroles de chanson Jeri - Oliver Mtukudzi



Oliver Mtukudzi - Toteza Baba
Imi baba manyanya
Imi baba manyanya kurova amai
Imi baba manyanya kutuka amai
Munoti Isu vana tofara seiko
Munoti Isu Vana tofara seiko
Kana mai vachichema pameso pedu?
Kana mai vachichema pamberi pedu? Mati ponda hako ndifire pavana
Ponda hako ndifire pavana vangu ava Tozeza baba
Vauva vadhakwa Tozeza baba Baba chidhakwa Tozeza Vauya vakurirwa
Chavanotadza chiiko
Chinomirira madhakiwa?
Idoro here rinoti, mai ngavatukwe? Idoro here rinoti mai ngavarohwe?
Hoh hoh hoh hoh hoh hoh
Oh Baba Oh Baba oh Baba oh Baba





Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.