paroles de chanson Pawatsiurwa - Oliver Mtukudzi
Hiiwe
hinde
mambo
hinde
bambo
Hwe
hwere
hindende
hinde
bambo
Ungatsiva
sei
usina
hutsinye
Unotsiva
seiko
usina
kutadzirwa
Pfungwa
yekutsiva
kutadza
kufunga
Kutadza
kunzwisisa
nekukumbira
ruregerero
Pfungwa
yekutsiva
kutadza
kufunga
Kutadza
kunzwisisa
nekukumbira
ruregerero
Kutadza
kutondeka
kuti
apa
kutukwa
Apa
kutsiurwa
Kutadza
kutondeka
kuti
apa
kutukwa
Apa
kutsiurwa
Kukanganisa
kukanganisa
honde
hinde
mambo
Kukanganisa
kukanganisa
hinde
mambo
Kukanganisa
kunzwa
pawatsiurwa
Pawatsiurwa
woti
kutukwa
Kutadza
kunzwa
pawatsiurwa
Pawatsiurwa
woti
kutukwa
Kupotsera
dope
hinde
mambo
Rimwe
rinosara
mumaoko
Inzwa
kupotsera
dope
hinde
mambo
Rimwe
rinosara
mumaoko
Pfungwa
yekutsiva
kutadza
kufunga
Kutadza
kunzwisisa
nekukumbira
ruregerero
Pfungwa
yekutsiva
kutadza
kufunga
Kutadza
kunzwisisa
nekukumbira
ruregerero
Kupotsera
dope
hinde
mambo
Rimwe
rinosara
mumaoko
Kukanganisa
kunzwa
pawatsiurwa
Pawatsiurwa
woti
kutukwa
Kukanganisa
kunzwa
pawatsiurwa
Pawatsiurwa
woti
kutukwa

1 Hariputiwe
2 Chara Chimwe
3 Totutuma
4 Dama Rinetapira
5 Wagona Fani
6 Changu Chii?
7 Ungamugone
8 Pawatsiurwa
9 Budiriro
10 Pakasimbwi
11 Unetyei?
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.