Oliver Mtukudzi - Unetyei? paroles de chanson

paroles de chanson Unetyei? - Oliver Mtukudzi



Unotyei unotyei kuhwanda nemunwe
Unotyei kuhwanda nemunwe
Unotyei kuhwanda nemunwe
Usanyeya aripo seasipo
Unotyei kuhwanda nemunwe
Usanyeya aripo
Unotyei kuhwanda nemunwe unotyei
Mutandamhuno unodzikatira
Uchati wakahwanda iwewe uri pachena
Unotyei
Mutandamhuno unodzikatira
Uchati wakahwanda iwewe uri paruware
Unotyei
Ndiani anditengesa mutandamhuno
Uchati wakahwanda iwewe uri pachena
Unotyei
Ndiani anditengesa mutandamhuno
Uchati wakahwanda iwewe uri paruware
Unotyei unotyei kuhwanda nemunwe
Usanyeya aripo seasipo
Unotyei kuhwanda nemunwe
Usanyeya aripo seasipo
Unotyei kuhwanda nemunwe
Usanyeya aripo
Unotyei kuhwanda nemunwe unotyei
Unotyei
Unotyei
Vamwe vakati kwira pachitsuri
Umuone waunonyeya kazevezeve
Unotyei
Vamwe vakati kwira pachitsuri
Umuone waunonyeya
Kazevezeve hatichakanzwa
Unotyei
Hona waukanganwa mutandamhuno
Uchati wakahwanda iwewe uri pachena
Unotyei
Inga waukanganwa mutandamhuno
Uchati wakahwanda iwewe uri paruware
Unotyei unotyei kuhwanda nemunwe
Usanyeya aripo seasipo
Unotyei kuhwanda nemunwe
Usanyeya aripo seasipo
Unotyei kuhwanda nemunwe
Usanyeya aripo seasipo
Unotyei kuhwanda nemunwe
Usanyeya aripo seasipo




Oliver Mtukudzi - Tsivo
Album Tsivo
date de sortie
05-05-2003




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.