Oliver Mtukudzi - Tsika Dzedu paroles de chanson

paroles de chanson Tsika Dzedu - Oliver Mtukudzi



Ngano dzedu dziye dzakaendepi?
Tsika dzedu dziye dzakaendepiko?
Kudya kwedu kuye kwakaendepi?
Nyevhe yedu iye yakaendepiko?
Aiye aiyere manhanga
(Aiyere iyere aiyerende)
Aiye aiyere magada
(Aiyere iyere aiyerende)
Umbee rinenge nyama
(Aiyere iyere aiyerende)
Munyemba mufushwa
(Aiyere iyere aiyerende)
Aiye aiyere magada
(Aiyere iyere aiyerende)
Aiyere iyere aiyerende
Aiye aiyere magada
Kusvikira rinhi, tichitiza mimvuri yedu?
Kusvikira rinhi?
(Aiyere iyere aiyerende)
Kusvikira rinhi, uchinzvenga mumvuri wako?
Kusvikira rinhi?
(Aiyere iyere aiyerende)
Kusvikira rinhi, tichinyara mimvuri yedu?
Kusvikira rinhi?
(Aiyere iyere aiyerende)
Zvaingori tsika nditsikewo
(Tsika nditsikewo)
Nemumvuri wacho, tsika nditsikewo
(Tsika nditsike)
Ko zvaingori tsika nditsikewo
(Tsika nditsikewo)
Nemumvura mese, tsika nditsikewo
(Tsika nditsike)
Zvaingori tsika nditsikewo
(Tsika nditsikewo)
Nemumvuri wacho, tsika nditsikewo iwe
(Tsika nditsike)
Dada nerudzi rwako
Chimiro chako nedzinza rako
Pembedza rurimi, pwere dzigoyemura
Dada nerudzi rwako
Chimiro chako nedzinza rako
Pembedza rurimi, pwere dzigotevera
Dada nerudzi rwako
Chimiro chako nedzinza rako
Pembedza rurimi, pwere dzigoyemura
Dada nerudzi rwako
Chimiro chako nedzinza rako
Pembedza rurimi, pwere dzigotevera
Ko zvaingori tsika nditsikewo
(Tsika nditsikewo)
Nemumvura mose, tsika nditsikewo iwe
(Tsika nditsike)
Ko zvaingori tsika nditsikewo
(Tsika nditsikewo)
Nemumvuri wacho, tsika nditsikewo iwe
(Tsika nditsike)
(Tsika nditsikewo)
(Tsika nditsike)
(Tsika nditsikewo)
(Tsika nditsike)
(Tsika nditsikewo)
(Tsika nditsike)
(Tsika nditsikewo)
(Tsika nditsike)
(Tsika nditsikewo)




Oliver Mtukudzi - Tuku Music




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.