paroles de chanson Survivor - Winky D
Gaffa
kusvika
ndafa
Oskid
Vanogona
vauya
Da
da
dancehall
igweee
Vakatiwona
taka
leza
pakona
Vanoti
hatina
zvatinogona
Kuma
ghetto
youth
mikana
ishoma
Hakuna
ghetto
youth
risina
zvarinogona
Saka
Shinso
ndonzi
aniko?
Kuzama
paghetto
but
hakuna
iriko
Takumiririra
vanhu
kunge
Steve
Biko
Ukaona
Bigman
ukaona
Shinso
Varipo
hobho
vanenge
isusu
vane
zvipo
Maghetto
youth
gozha
Anomhanya
mic,
anotamba
bhora
But
hapana
zviripo
Ndati
ndizame
chiConductor
porisi
ririkurova
nemboma
apa
Ndironge
musika
panacharter
demon
rekanzuru
rabva
rabata
Shinsoman
the
dancehall
father
ndabatwa
Biggy
kucentral
police
ndavata
Zvakaoma
kudaro,
tiri
masurvivor
Isu
tiri
ma
survivor
Ende
futi
tine
nharo
tinenge
Macgyver
Isu
tinenge
Macgyver
Saka
Shinsoman
na
the
Biggy
man
Tiri
paGhetto
hatishaiwe
plan
Saka
Bigman
neni
Shinsoman
Pa
ghetto
hatishaiwe
plan
Mukadzi
nemwana
vakamirira
kumba
Baba
vachadzoka
kubasa
Ini
ndabatwa
ndakandwa
mukati
asi
Tariro
handife
ndakarasa
Ndichangoramba
ndichishingirira
I
one
day
ratichabudirira
Chirega
kuchema
Gaffa
nekuti
musodzi
Haife
yakachovha
ndima
Handingaburitse
zino
baba
Devante
Vachikohwa
pandakarima
Ndati
ndizame
chiConductor
porisi
ririkurova
nemboma
apa
Ndironge
musika
panacharter
demon
rekanzuru
rabva
rabata
Shinsoman
the
dancehall
father
ndabatwa
Biggy
kucentral
police
ndavata
Zvakaoma
kudaro,
Tiri
masurvivor
isu
tiri
masurvivor
Ende
futi
tine
nharo
tinenge
Macgyver
Isu
tinenge
Macgyver
Saka
Shinsoman
na
the
Big
man
Tiri
paGhetto
hatishaiwe
plan
Saka
Big
man
neni
Shinso
man
PaGhetto
hatishaiwe
plan
Vakatiwona
taka
leza
pakona
Vanoti
hatina
zvatinogona
Kuma
ghetto
youth
mikana
ishoma
Hakuna
ghetto
youth
risina
zvarinogona
Saka
Shinso
ndonzi
aniiko?
Kuzama
paGhetto
but
hakuna
iriko
Takumiririra
vanhu
kunge
Steve
Biko
Ukaona
Bigman
ukaona
Shinso
Varipo
hobho
vanenge
isusu
vane
zvipo
Maghetto
youth
gozha
Anomhanya
mic,
anotamba
bhora
But
hapana
zviripo
Ndati
ndizame
chiConductor
porisi
ririkurova
nemboma
apa
Ndironge
musika
panacharter
demon
rekanzuru
rabva
rabata
Shinsoman
the
dancehall
father
ndabatwa
Biggy
kucentral
police
ndavata
Zvakaoma
kudaro,
tiri
masurvivor
isu
tiri
masurvivor
Ende
futi
tine
nharo
Tinenge
Macgyver
Isu
tinenge
Macgyver
Saka
Shinsoman
na
the
Biggy
man
Tiri
pa
ghetto
hatishaiwe
plan
Saka
Bigman
neni
Shinsoman
Paghetto
hatishaiwe
plan
Zvakaoma
kudaro,
tiri
masurvivor
isu
tiri
masurvivor
Ende
futi
tine
nharo
tinenge
Macgyver
isu
tinenge
Macgyver
Saka
Shinsoman
na
the
Biggy
man
Tiri
pa
ghetto
hatishaiwe
plan
Saka
Big-man
neni
Shinsoman
Paghetto
hatishaiwe
plan
Zvakaoma
kudaro,
tiri
masurvivor
isu
tiri
masurvivor
Ende
futi
tine
nharo
Tinenge
Macgyver
Isu
tinenge
Macgyver
Saka
Shinsoman
na
the
Biggy
man
Tiri
paGhetto
hatishaiwe
plan
Saka
Bigman
neni
Shinsoman
Pa
ghetto
hatishaiwe
plan
Zvakaoma
kudaro,
tiri
masurvivor
isu
tiri
masurvivor
Ende
futi
tine
nharo
Tinenge
Macgyver
Isu
tinenge
Macgyver
Saka
Shinsoman
na
the
Biggy
man
Tiri
paGhetto
hatishaiwe
plan
Saka
Bigman
neni
Shinsoman
Pa
ghetto
hatishaiwe
plan
1 Gafa Life
2 Mirror
3 Woshora
4 Idya Mari
5 Ngoma Futi
6 Survivor
7 Copyrights
8 Holiday
9 Disappear
10 Not Nice
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.