Текст песни Mufambo - Killer T
Zvikanzi
chimbidza
kudzoka
kure
Negoma
yangu
Chimbidza
kudzoka
kwandabva
kure
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Ndangoti
inini
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndangoti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndangandichida
kuzongopupura
pazuva
racho
ratichasangana
Ndivaudze
musango
matabuda
Munezvikara
zvinorura
Vanoda
boboto
boboto
Asi
handina
kuzovapindura
Nemoyo
une
rudo
uyu
wamatipa
Tinemisodzi
ine
nhorondo
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Ndangoti
inini
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndangoti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Enda
unokoka
machemebere
ndabaiya
Ronda
racho
ririkuvhika
moto
Handikwanise
kungochema
chinochemedza
Tinechidzidzo
chatakawirirana
Mwaribaba
Samasimba
inzwai
kuchema
kwangu
Ndimi
ziso
rehupenyu
hwangu
Todosiya
tarova
ngoma
pano
Mai
kuti
titambirwei
kuti
mutibvumbamire
Zvikanzi
chimbidza
kudzoka
kwandabva
kure
Nengoma
yangu
Chimbidza
kudzoka
kandabva
kure
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Ndangoti
inini
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndangoti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndangandichida
kuzongopupura
Pazuva
racho
ratichasangana
Ndivaudze
musango
matabuda
Munezvikara
zvinorura
Vanoda
boboto
boboto
Asi
handina
kuzovapindura
Nemoyo
une
rudo
uyu
hwamatipa
Tinemisodzi
ine
nhorondo
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Kwandanga
ndichibva
wanga
uri
mufambo
Asi
ndazongosvika
ndikayambuka
ndega
Ndangoti
inini
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndangoti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Ndavaudza
kuti
Mwari
ndewe
munhu
wese
Zvikanzi
chimbidza
kudzoka
kwandabva
kure
Nengoma
yangu
Chimbidza
kudzoka
kwandabva
kure
Nengoma
yangu
Zvikanzi
chimbidza
kudzoka
kwandabva
kure
Nengoma
yangu
Chimbidza
kudzoka
kwandabva
kure
Nengoma
yangu

1 Tidanane
2 Ma Socks
3 Mai Vangu Varozvi
4 Gheto Rine Nharo
5 Mufambo
6 Vane Pamuromo
7 Baba Vako Imboko
8 Tichasangana
9 Ndiyani
10 Ndakakutadzireyi
11 Kukuona
12 Makomborero
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.