Killer T - Ngoma текст песни

Текст песни Ngoma - Killer T



Killer T
Nyatsocheka
Believe me I want you to be my queen
Newe mudiwa wangu wochidao inii
Vanhu vese varikunditaura
Saka mudiwa wangu teerera
Nguva ndiyo yakanga yandiperera
Vanhu vachiti Killer T chiroora
Ndakati bhabhu wani ndokubereka
Kana uchida futi ndokutakura
Nguva ndiyo yakanga yandiperera
Vanhu vachiti Killer T chiroora
Ndakati bhabhu wani ndokubereka
Kana uchida futi ndokutakura
Ndaida kukutora ndokukanda paden
′Chimuka ndichikuona mangwana makseni
Ndorara ndakadhakwa ndomuka na10
Mudiwa ndichikuda ndisingade newe
Vakawanda vasingade kundiona newe
No matter what you do don't take me away
Nekuti moyo wangu wakaenda newe
Mudiwa ndokuda handimbodi newe
Nguva ndiyo yakanga yandiperera
Vanhu vachiti Killer T chiroora
Ndakati bhabhu wani ndokubereka
Kana uchida futi ndokutakura
Nguva ndiyo yakanga yandiperera
Vanhu vachiti Killer T chiroora
Ndakati bhabhu wani ndokubereka
Kana uchida futi ndokutakura
Waida kuti ndiite zvekudiniko
Kana waida kuti ndiite seiko
Vanhu vese varikubvunza neiko
Ko rudo rwenyu ruchaguma nepiko
Handidi kukutambisira nguva
Ndichava ndinewe kusvikira muguva
Ngatiite zverudo tisapedze nguva
Dai tanga tiri tese mwana akutokura
Nguva ndiyo yakanga yandiperera
Vanhu vachiti Killer T chiroora
Ndakati bhabhu wani ndokubereka
Kana uchida futi ndokutakura
Nguva ndiyo yakanga yandiperera
Vanhu vachiti Killer T chiroora
Ndakati bhabhu wani ndokubereka
Kana uchida futi ndokutakura
Ndaida kukutora ndokukanda paden
′Chimuka ndichikuona mangwana makseni
Ndorara ndakadhakwa ndomuka na10
Mudiwa ndichikuda ndisingade newe
Vakawanda vasingade kundiona newe
No matter what you do don't take me away
Nekuti moyo wangu wakaenda newe
Mudiwa ndokuda handimbodi newe
Nguva ndiyo yakanga yandiperera
Vanhu vachiti Killer T chiroora
Ndakati bhabhu wani ndokubereka
Kana uchida futi ndokutakura
Nguva ndiyo yakanga yandiperera
Vanhu vachiti Killer T chiroora
Ndakati bhabhu wani ndokubereka
Kana uchida futi ndokutakura




Killer T - Mukuru Mukuru Singles Collection
Альбом Mukuru Mukuru Singles Collection
дата релиза
09-08-2019




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.