Killer T - Baba Vako Imboko текст песни

Текст песни Baba Vako Imboko - Killer T



Inga wadzoka
Haaaaha
Heyewoyeoo
Vakanditandanisa nembwa kunge ndivo vachakuroora
Hanzvadzi dzako kutonditsoma nedombo
Zvikanzi hatidi pano mukwasha murombo
Pano pakabaka chitodanai sadombo
Haiwa vakandiridza
Mhere ndakairidza
Vakapururudza
Vachindishungurudza
Baba vako imboko
Mboko
Tezvara vangu imboko
Mboko
Hanzvadzi dzako imboko
Mboko
Vanatsano vangu imboko
Mboko
Vaida kuroora vega mwana uyu
Aiwa varamba
Ane ngozi mwana uyu
Aiwa varamba
Murombo munhu baba imi anoda kufarawo
Dai mangondisiya
Dai ndangotorawo
Baba vako imboko
Mboko
Tezvara vangu imboko
Mboko
Hanzvadzi dzako imboko
Mboko
Kana mbuya vako imboko
Mboko
Vaida kutamba nerudo
Kutondichemedza moyo wangu
Kutonditorera chibhebhi
Kutondichemedza moyo wangu
Ndinofamba naye
Ndiri bho naye
Ndinomuda mwana wenyu
Ndiri bho naye
Motondikanda mugomba
Mheno sevakandizvonda
Vachandiona ndadzoka
Kuzotora wandinoda
Baba vako imboko
Mboko
Tezvara vangu imboko
Mboko
Hanzvadzi dzako imboko
Mboko
Vanatsano vangu imboko
Mboko
Vachandisiya ndinaye
Ndidanane ndega
Moyo nemagitare kana ndatsiga
Ndotobuda mugota imi mukoma ndapfidza
Kugona kuva jongwe nhiyo ndiyewe tseketsa
Baba vako imboko
Mboko
Tezvara vangu imboko
Mboko
Hanzvadzi dzako imboko
Mboko
Vanatsano vangu imboko
Mboko
Baba vako imboko
Mboko
Tezvara vangu imboko
Mboko
Hanzvadzi dzako imboko
Mboko
Vanatsano vangu imboko
Mboko
Mboko
Mboko
Mboko
Mboko




Killer T - Mukuru Mukuru Singles Collection
Альбом Mukuru Mukuru Singles Collection
дата релиза
09-08-2019




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.