Oliver Mtukudzi - Kwawakabva текст песни

Текст песни Kwawakabva - Oliver Mtukudzi

The colour is black, the colour is black
Your colour is black my son, the colour is black
Our colour is black my son, the colour is black
Usakanganwe kwawakabva kwaunobva, kwawakabva iwe
Kwaunobva kwawakabva

Mwana wenyoka inyoka, wenjuzu injuzu
Kana wemhondoro imhondoro, wenungu inungu
Wenzou inzou, wemhou imhou
Chikwari ihwari, wehweru ihweru
Usakanganwe kwawakabva kwaunobva, kwawakabva iwe
Kwaunobva kwawakabva
Usakanganwe kwawakabva kwaunobva, kwawakabva iwe
Kwaunobva kwawakabva
Usakanganwe kwawakabva kwaunobva, kwawakabva iwe
Kwaunobva kwawakabva uku
Never listen to the propaganda on the tele
You will never be a colour, which was never yours
No colour can tint out your colour
And your colour can never be any other
'Cause the colour is black, the colour is black
Your colour is black my son, the colour is black
Our colour is black my son, the colour is black
Usakanganwe kwawakabva kwaunobva, kwawakabva iwe
Kwaunobva kwawakabva
Usakanganwe kwawakabva kwaunobva, kwawakabva iwe
Kwaunobva kwawakabva
Usakanganwe kwawakabva kwaunobva, kwawakabva iwe
Kwaunobva kwawakabva
Yes there are beautiful colours on the rainbow
Yet your colour is never on a rainbow
Why then do they say?
The colour is beautiful
The colour is beautiful
The colour is beautiful
Your colour is beautiful
The colour is beautiful
Black is beautiful
The colour is beautiful
Usakanganwe kwawakabva kwaunobva, kwawakabva iwe
Kwaunobva kwawakabva
Usakanganwe kwawakabva kwaunobva, kwawakabva iwe
Kwaunobva kwawakabva

Авторы: Oliver Mtukudzi, Oliver Dairai Mtukudzi

Oliver Mtukudzi - Ndega Zvangu
Альбом Ndega Zvangu
дата релиза
31-07-2001

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.