Oliver Mtukudzi - Rugarwe Rwamangwana текст песни

Текст песни Rugarwe Rwamangwana - Oliver Mtukudzi



Rugare rwamangwana runobva mumaoko enyu imi vechidiki
Rugare rwamangwana runobva mumaoko enyu imi vechidiki
Vana vanoteerera vakuru, vane rugare rwakanaka mangwana
Vana vanoteerera vabereki, vane njere mangwana
Teererai vabereki, ruzivo rwavo rwakadzama mune zvehupenyu
Vabereki vangave vasina kufunda
Ruzivo rwavo rwakakurisisa, kupinda akadzidza
Vabereki vangave vasina kudzidza
Ruzivo rwavo rwakakurisisa, kupinda akafunda ah-ah-ah
Ah-ah-ah, ah-ah-ah, ah-ah-ah
Rugare rwamangwana runobva mumaoko enyu imi vechidiki
Rugare rwamangwana runobva mumaoko enyu imi vechidiki
Vana vanoteerera vakuru, vane rugare rwakanaka mangwana
Teererai vabereki, ruzivo rwavo rwakakurisisa kupinda vakadzidza
Vabereki vangave vasina kudzidza
Ruzivo rwavo rwakadzama mune zvehupenyu
Vabereki vangave vasina kufunda
Ruzivo rwavo rwakakurisisa, kupinda akadzidza
Aha, aha, aha, aha
Anondenderedzana nababa vake
Kusanyara hunzi 'Sugar, Sugar Daddy'
Anondenderedzana nababa vake uyu, hoo
Kusanyara hunzi 'Sugar, Sugar Daddy'
Obata zvirwere zvisingapere, zvisingarapike
Kubata zvirwere zvisingapere, zvisingarapike
Anondenderedzana nababa vake haa
Kusanyara hunzi 'Sugar, Sugar Daddy'
Kubata zvirwere zvisingapere
Wobata zvirwere zvisingapere, zvisingarapike
Ko, ko, ko, ko, ko, ko, ko, hoza




Oliver Mtukudzi - Collection, 1984–1991




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.