Oliver Mtukudzi - Chiri Nani текст песни

Текст песни Chiri Nani - Oliver "Tuku" Mtukudzi



Wotokumbira muridzi munun'una (kumbira)
Ungatokumbira varidzi chete (kumbira)
Kuvima masango anorura
Unotokumbira muridzi munun'una (kumbira)
Kuvima masango anorura aya
Unotokumbira muridzi ndeha (kumbira)
Wotokumbira muridzi (kumbira)
Unotokumbira varidzi muzukuru (kumbira)
Kuvhima masango anorura aya
Unotokumbira muridzi muzukuru (kumbira)
Kuvhima masango anorura iwe
Unotokumbira muridzi ndeha (kumbira)
Michero yesango unotokumbira muridzi munun'una (kumbira)
Mhuka dzesango unotokumbira muridzi hona (kumbira)
He chino nechino (aiwa ndechangu)
Aripano anoti (mwana ndewangu)
Neasina kuwanikwa hunzi (murume ndewangu)
Hapana chisina muridzi (kumbira)
Ho chirinani kupinda chimwe chiiko (chirinani kupinda chimwe)
Hakuna chisikwa chirinani chirinani kupinda chimwe
(Chirinani kupinda chimwe)
Ehe chirinani chirinani kupinda chimwe chii ko
(Chirinani kupinda chimwe)
Maiwe chirinani chirinani kupinda chimwe hakunaba
(Chirinani kupinda chimwe)
Hakuna chisikwa chirinani chirinani kupinda chimwe
(Chirinani kupinda chimwe)
Hakuna chisikwa chirinani chirinani kupinda chimwe
(Chirinani kupinda chimwe)
Ehe chirinani chirinani kupinda chimwe chiiko
(Chirinani kupinda chimwe)
Maiwe chirinani chirinani kupinda chimwe hakunaba
(Chirinani kupinda chimwe)
Ho ho ho ho ho ho ho ho
Ho ho ho ho ho ho ho ho
Unokuwara iwe
Chavhiringa ndoenda unendoro maiwe ndoenda ini
Chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
Chavhiringa ndoenda unendoro hoiye kumusha we
Chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
Chavhiringa ndenda unendoro we unendoro we unendoro
Chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende ini
Chavhiringa ndenda unendoro we unendoro we unendoro
Chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
Ndinenge mbwende ndinenge mbwende
Ndinenge mbwende ndinenge mbwende
Ndinenge mbwende ndinenge mbwende ndinenge mbwende
Ndinenge mbwende ndinenge mbwende
Kuzenge mbwende ndinenge mbwende ndinenge mbwende
Ndinenge mbwende ndinenge mbwende
Kuzenge mbwende ndinenge mbwende ndinenge mbwende
Ndinenge mbwende ndinenge mbwende hoiye
Ho ndoenda paurendo
Paurendo paurendo
Ini ndoenda paurendo (bherengende)
Amaihwe paurendo paurendo paurendo
Ini ndoenda paurendo (bherengende)
Amaihwe paurendo paurendo paurendo
Ini ndoenda paurendo (bherengende)



Авторы: Oliver Mtukudzi, Oliver Dairai Mtukudzi


Oliver Mtukudzi - Paivepo
Альбом Paivepo
дата релиза
03-05-2000




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.