Oliver Mtukudzi - Kunze Kwadoka текст песни

Текст песни Kunze Kwadoka - Oliver "Tuku" Mtukudzi

Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Perekedza mwana, zuva ravira, kunze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira; kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza Sheri iyo, zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza bhebhi iro, zuva ravira kunze kwadoka
Mai vanoti, "Mwana wangu wanga uripiko, zuva ravira, kunze kwadoka?"
Mai vanoti, "Mwana wangu wanga unaniko, zuva ravira, kunze kwadoka?"
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu, zuva ravira kunze kwadoka
Ndambakuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka
Ndambakuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu, zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani? Zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga unani? Uripi? Zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani? Zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga unani? Uripi? Zuva ravira kunze kwadoka

Авторы: Oliver Mtukudzi, Oliver Dairai Mtukudzi

Oliver Mtukudzi - Paivepo
Альбом Paivepo
дата релиза
03-05-2000

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.