Oliver "Tuku" Mtukudzi - Ndine Mubvanzo текст песни

Текст песни Ndine Mubvanzo - Oliver "Tuku" Mtukudzi



Ndinoti seiko
Seiko Mwari nhai
Nhai Mwari seiko
Seiko Mwari iwee
Kwandiri seiko
Ndinoti seiko
Seiko Mwari nhai
Nhai Mwari seiko
Seiko Mwari iwee
Kwandiri seiko
Ndine mubvunzo
Mumwechete Mwari undiudze
Ndoda kuti undiudze pandimire chaipo
Saka ndati seiko
Seiko Baba haa
Ndine mubvunzo
Mumwechete Mwari undiudze
Ndoda kuti undiudze pandimire chaipo
Saka ndati seiko
Seiko Baba haa
Ndine mubvunzo
Mumwechete Mwari undiudze
Ndoda kuti undiudze pandimire chaipo
Saka ndati sei? Hugh seiko Baba haa
Maria akachema, zviya Jesu aroverwa
Zvikanzi zvauya sei
Mwari unditaurire
Saka ndati sei? Seiko seiko seiko seiko seiko haa
Jobho akachemawo paya arwadziwa
Zvikanzi zvauya sei
Mwari unditaurire
Saka ndati se-e-e-i? Seiko seiko haa
Ndinoti seiko
Seiko Mwari wangu
Nhai Mwari seiko
Seiko Mwari iwee
Kwandiri se-e-i? Seiko hooo seiko haaa
Haa hee haa hee haa hee



Авторы: Oliver “tuku” Mtukudzi


Oliver "Tuku" Mtukudzi - Paivepo
Альбом Paivepo
дата релиза
03-05-2000




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.