Oliver Mtukudzi - Murimi Munhu текст песни

Текст песни Murimi Munhu - Oliver "Tuku" Mtukudzi



Uuh, ahaha
Uuh, uuh, ahaha
Uuh
Nyika ivhu
Murimi munhu
Ivhu ivhu
Murimi munhu
Nyika ivhu (ivhu ndonyika)
Murimi munhu
Ivhu ivhu (rine murimi)
Murimi munhu
Murimi iwe tora kapadza urime
Mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe tora kapadza urime
Neunyanzvi hwako torarama isu
Murimi iwe tora kapadza urime
Mvura nevhu zvoyanana babawe
Kuve muvhimi (kudya)
Kana munyimi (kudya zvemurimi)
Kuve munyori (kudya)
Kana musori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nesu venungo (zvemurimi)
Uuh, ahaha
Uuh, uuh, ahaha
Uuh
Nyika ivhu
Ivhu ndonyika
Murimi munhu
Ivhu ivhu (rine murimi)
Murimi munhu
Nyika ivhu (ivhu ndonyika)
Murimi munhu
Ivhu ivhu (rine murimi)
Murimi munhu
Murimi iwe tora kapadza urime
Mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe tora kapadza urime
Neunyanzvi hwako torarama isu
Murimi iwe tora kapadza urime
Mvura nevhu zvoyanana babawe
Kuve mudealer (kudya)
Kana matsola (kudya zvemurimi)
Imi mafero (kudya)
Nemi madhara (kudya zvemurimi)
Mablazo (kudya)
Nemi magen'a (zvemurimi)
Umm, umm
Murimi iwe tora kapadza urime
Mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe tora kapadza urime
Neunyanzvi hwako torarama isu
Murimi iwe tora kapadza urime
Mvura nevhu zvoyanana tetewo
Kuve mushandi (kudya)
Kana mutambi (kudya zvemurimi)
Kuve mukuru (kudya)
Kana kapwere (kudya zvemurimi)
Madzimambo (kudya)
Nemi machinda (zvemurimi)
Kuve munyimi (kudya)
Kana muvhimi (kudya zvemurimi)
Kuve mutongi (kudya)
Kana mutori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nemi gwenyambira (zvemurimi)
Uuh ahaha
Uuh, uuh, ahaha



Авторы: Oliver Mtukudzi


Oliver Mtukudzi - Bvuma
Альбом Bvuma
дата релиза
03-10-2001




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.