Текст песни Raki - Oliver "Tuku" Mtukudzi
Varipo
varume
vanorarama
neraki
Iripo
mikono
inorarama
neraki
Isingazive
pane
anochengeta
Zvichida
ariko
kumusoro
Anoyambutsa
pazambuko
Kukuburitsa
murutsva
Agonzvengesa
panjodzi
Varipo
varume
vanorarama
neraki
(raki,
munoritorepiko
raki)
Iripo
mikono
inorarama
neraki
(raki)
Isingazive
pane
anochengeta
(raki,
munoriwanepiko
raki)
Anoyambutsa
pazambuko
(raki)
Kukuburitsa
murutsva
(raki,
munoritorepiko
raki)
Agosvetutsa
paminzwa
uyo
(raki)
Kukunzvengesa
panjodzi
(raki,
munoriwanepiko
raki)
Wozonzwazve
lucky
enough
ndararama
(lucky
enough
ndararama)
Ndinokunzwai
lucky
enough
ndanzvenga
(lucky
enough
ndanzvenga)
Haiwa
varume
vanorarama
neraki
(raki)
(munoritorepiko
raki)
Iripo
mikono
inorarama
neraki
(raki)
Isingazive
pane
muchengeti
(raki)
(munoritorepiko
raki)
Anoyambutsa
pazambuko
(raki)
Kukusvetutsa
paminzwa
(raki)
(munoritorepiko
raki)
Agonzvengesa
panjodzi
(raki)
Ndinokunzwai
lucky
enough
ndararama
(raki)
(lucky
enough
ndararama)
Ndozonzwazve
lucky
enough
ndanzvenga
(raki)
(lucky
enough
ndanzvenga)
Tinovanzwa
lucky
enough
tararama
(raki)
(lucky
enough
ndararama)
Ndozonzwazve
lucky
enough
ndapona
(raki)
(lucky
enough
ndapona)
Ndivavo
varume
vanorarama
neraki
(raki)
(munoritorepiko
raki?)
Iripo
mikono
inorarama
neraki
(raki)
Raki
munoriwanepiko
raki?
(Raki)
(munoriwanepiko
raki?)
Raki
munoritorepiko
raki?
(Raki)
Ndinokunzwai
lucky
enough
ndararama
(raki)
(lucky
enough
ndararama)
Ndozonzwazve
lucky
enough
ndanzvenga
(raki)
(lucky
enough
ndanzvenga)
Ndinokunzwai
lucky
enough
ndararama
(raki)
(lucky
enough
ndararama)
Ndozonzwazve
lucky
enough
ndapona
(raki)
(lucky
enough
ndapona)
Raki
Raki
Raki
Raki
munoriwanepiko
raki?
(Raki)
(munoritorepiko
raki?)
Raki
Raki
munoritorepiko
raki?
(Raki)
(munoriwanepiko
raki?)
Raki
Raki
munoriwanepiko
raki?
(Raki)
(munoritorepiko
raki?)
Raki
Ndinokunzwai
lucky
enough
ndararama
(raki)
(lucky
enough
ndararama)
Ndozonzwazve
lucky
enough
ndapona
(raki)
(lucky
enough
ndapona)
Ndinokunzwai
lucky
enough
ndararama
(raki)
(lucky
enough
ndararama)
Ndozonzwazve
lucky
enough
ndanzvenga
(raki)
(lucky
enough
ndanzvenga)
Raki
Raki
Raki
Raki

1 Wasakara
2 Shanda
3 Pahukama
4 Akoromoka Awa
5 Wenge Mambo
6 Rurimi
7 Raki
8 Murimi Munhu
9 Hatida Hondo
10 Mhakure
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.