Текст песни Intro Prayer - Sabastian Magacha
Kunyangwe
ndikawa
kanomwe
Ndicharamba
ndichisimuka
Chandinoziva
Nenyasha
dzenyu,
Mwari
Munondiregerera
pakudarika
Kunyangwe
zvikaoma
zvikapisa
sei
Handifi
ndakakurambai,
Mwari
Ndichanamata
Mumweya,
Mumweya
nemuzvokwadi
Kunyangwe
zvikaoma
zvikapisa
sei
Handifi
ndakakurambai,
Mwari
Ndichanamata
Mumweya,
Mumweya
nemuzvokwadi
Ndinokumbira
ruregero,
Mwari
wangu
Dzimwe
nguva
ndotadza
namabasa,
Meso
angu,
zvandinotaura
Mwari
Ndiregereiwo
pakudarika
Ndinokumbira
ruregero,
Mwari
wangu
Dzimwe
nguva
ndotadza
namabasa,
Meso
angu,
zvandinotaura
Mwari
Ndiregereiwo
pakudarika
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.