Sabastian Magacha - Mweya Mutsvene текст песни

Текст песни Mweya Mutsvene - Sabastian Magacha



Nditakure ndiende, ndiende Mambo
Ishe wangu weee
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Nditakure tiende
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Nditakure tiende kani
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Nditakure tiende kani
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Nditakure ndiende kani
Variko, variko, variko, variko
Mwari anotichengeta
Variko, variko, variko, variko
Ishe vanondichengeta
Tete Munoshura
Kunditumira zvidhoma
Ndinochengetwa naMwari
Ndakatengwa neropa rake
Ndiri mukundi
Jesu wangu chikwapuro
Chiramba kusakara
Jesu aneni
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Tiende, tiende kani
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Nditakure tiende-e
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Nditakure tiende Ishe wangu kani
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Variko, variko, variko baba
Variko, variko, variko, variko
Heyi Jesu vanotichengeta
Variko, variko, variko, variko
Variko, variko, variko, baba
Variko, variko, variko, variko
Hayi, variko, variko, variko baba
Variko, variko, variko, variko
Variko, variko, variko, baba
Variko, variko, variko, variko
Heyi Jesu vanondichengeta ka
Variko, variko, variko, baba
Danger Skelemu
Ukatumira mamhepo
Unokudubuka ndiwe
ZESA iripo
Danger Skelemu
Ukatumira mamhepo
Unokudubuka ndiwe
Jesu aripo
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Tiende, tiende kani
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Nditakure tiende-e
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Ndati nditakure tiende kani-ehh
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Variko, variko, variko baba
Vamwe vaitarisira tingadai takaparara
Vamwe vaitarisira tingadai takafa kare
Vamwe vaitarisira tingadai takaparara
Vamwe vaitarisira tingadai takafa kare
Isusu, tiri vana veminana
Mwari we
Tinofamba neminana
Ishe wangu we
Tinodya minana
Mwari we
Tinotaura minana
Jesu wangu we
Tiri vana veminana
Mwari wangu-we
Tinofamba neminana
Mwari wee
Tinodya minana
Jeso
Tinotaura minana
Mwari we, Mwari we, Mwari we,
Mwari we, Mwari we, Mwari we, Mwari wangu we
Ishe wangu we, Mwari wangu we
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Nditakure, nditakure tiende kani
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Ndati nditakure tiende Ishe wangu we
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Nditakure, nditakure tiende Mambo
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Nditakure, nditakure tiende kani
Variko, variko, variko, variko
Nditakure tiende kani
Variko, variko, variko, variko
Ndati, nditakure tiende kani
Tiri vana veminana
Mwari we
Tinofamba neminana
Ishe wangu we
Tinodya minana
Maahyii we
Tinotaura minana
Mwari we
Tiri vana veminana
Tenzi wangu we
Tinofamba neminana
Ahhh-yee
Tinodya minana
Heee
Tinotaura minana
Yeiyeiyeh-h-h,
Mwari we
Tinofamba
Mwari we
Tiri vana veminana
Yeiyeh-h
Tinofamba neminana
Yeiyeh-h
Tinodya minana
Mwari we-iyeh
Tinotaura minana
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Nditakure tiende Mambo
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Nditakure tiende
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Nditakure tiende Mambo
Mweya Mutsvene nditakure tiende
Nditakure tiende



Авторы: sabastian magacha


Sabastian Magacha - Wonererwai Jeso
Альбом Wonererwai Jeso
дата релиза
01-10-2017




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.