Текст песни Ma Obama - Takura
Tirikutsvaga
mari
Isu
tiri
kutsvaga
mari
Okay×7
Zvakanaka
tozvidawoooo
Thats
why
we
out
here
Isu
tirikutsvaga
mari
(tiri
kutsvaga
mari)
Zvakanaka
tozvitadawoooo
Thats
why
we
out
here
Isu
tiri
kutsvaga
mari
Zvakanaka-naka
tozvidawo
Tiri
kushanda
shanda
everyhour
Ndiri
kupanda
panda
all
day
everyday
Coz
Friday
ndotodawo
kuenda
kubhawa
Ndiri
kutsvaga
tsvaga
maObama
Coz
i
gotta
take
care
of
my
mama
Ndiri
kushandashanda
all
night
everynight
Coz
vana
vangu
vanoda
kudyawo
Ndiri
kumhanya
mhanya
pamushika-shika
Tryna
look
good
kutopfeka-pfeka
Gotta
pay
rent
Gotta
stay
relevant
Gotta
give
praise
kune
iye
akatisika
Kondiani
ari
kuti
mari
haina
basa
IMI!!!!!!
Tsvagai
mabasa
Skiri
rekuswera
maka
chiller
pamuzinda
Friday
Mozoti
imbondi
tengerawo
Lager
Kwete!
×3
Zvakanaka
tozvidawoooo
Thats
why
we
out
here
Isu
tirikutsvaga
mari
(tiri
kutsvaga
mari)
Zvakanaka
tozvitadawoooo
Thats
why
we
out
here
Isu
tiri
kutsvaga
mari
Zvakanaka-naka
tozvidawoooo
Tiri
kutsvaga
maObama×4
That's
why
Tiri
kutsvaga
maObama×4
Manje
manje
i'm
gonna
be
a
father
Mwana
wangu
akudawo
kamapamper
City
Council
iri
kudzingirira
vanhu
Totoshingirira
kumba
ndofanira
kuenda
nenyama
Kwete
zvekuzoti
ndine
munyama
Muchitaimira
miracle
money
Mazuva
ano
wotoshanda
Kwete
zvekuswera
wakangotaimira
manah
Wotomhanya-mhanya
pamushika-shika
Zvinorwadza-rwadza
asi
uchisvika
Unorohwa
nenzara
Uchiita
chisalad
Kunyara
basa
raunoita
Mwari
anobatsira
anozvi
batsira
You
want
the
good
life
Itozvishandira
We
outchea
tryna
make
ends
meet
Tisazoitaka
kalife
kaya
kaya
kekukumbira
Kwete!
×3
Zvakanaka
tozvidawoooo
Thats
why
we
out
here
Isu
tirikutsvaga
mari
(tiri
kutsvaga
mari)
Zvakanaka
tozvidawoooo
Thats
why
we
out
here
Isu
tiri
kutsvaga
mari
Tiri
kutsvaga
maObama×4
That's
why
Tiri
kutsvaga
maObama×12
1 Noise
2 Zino Irema
3 Ma Obama
4 Kamushekero
5 Zvemoyo
6 Mai Mwana
7 Jehovha
8 Mhofu
9 Ngoro Yemoto
10 Mari Hairambwe
11 African Chicca
12 Moms
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.