Trevor Dongo - Let Me Go текст песни

Текст песни Let Me Go - Trevor Dongo



Paivepo ini newe tichipengesana
Dzamira tisvike pakafira sarungano
Kunongedzana ini newe tichipomerana
Kudakara moyo yedu yodumbirwa
Handisi inini
Ndakaita sarudzo kuti tisiyane
Ndiwe wakaenda
It wasn′t me no
All l ever wanted is to love you
Yeah yeah
Ndinozivaaa
Waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go
Ndinoziva
Waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go
Ndakumbira, ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu
Ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu
Ndakaedza kushingirira
Ndini ndega ndaifirira
Kuita sendichazvisungirira
But you still walked away
Ko kuti ndifare zvakaipei
Ndakakupa mukana
Wakaitei?
Iyeyi wandinaye atedzei
Ndisunungure
Ndisunungure
Ko kuti ndifare zvakaipei
Ndakakupa mukana
Wakaitei
Iyeyi wandinaye atadzei
Ndinoziva
Waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go
Ndinoziva
Waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go
Ndakumbira, ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu
Ndisunungure
Ndiringe nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndifambe nzira yangu
Ndisiye ndiende
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu
You gotta let me go
You gotta let me go
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndisiye ndiende
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu
You gotta let me go
You gotta let me go
Ndinange nzira yangu
Ndinange nzira yangu
Ndisiye ndiyende (Ndiringe nzira yangu)
Ndinange nzira yangu (Ndinange nzira yangu)
Ndinange nzira yangu (Ndifambe nzira yangu)
You gotta let me go (Ndinange nzira yangu)
You gotta let me go (Ndifambe nzira yangu)
Ndinange nzira yangu (Ndinange nzira yangu)
Ndinange nzira yangu (Ndifambe nzira yangu)
Ndinoziva
Waisada kuti ini ndiende
But you gotta let me go
Ndinoziva
Waisada kuti rudo rwupere
But you gotta let me go



Авторы: Macdee, Nox Guni, Trevor Dongo


Trevor Dongo - 5136 Born In Highfield
Альбом 5136 Born In Highfield
дата релиза
24-09-2021




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.