Текст песни Huhwi - Freeman HKD
Huhwii
huhwii
Hoyoooo
Five
star
Gallis
Ndakabvira
kare
ndichiridza
huhwii
Aindichenamira
uyu
ndaridza
huhwii
Kwaingove
kutamba
pasina
win
Achiti
ndikakuda
ndokuisa
paii
Asindicheukira
ndaridza
muridzo
Huhwii
huhwii
Aitondiona
sendisina
dhiri
Ndati
huhwii
hwuhwii
Aiti
handidi
mukomana
anogerwa
bhibho
Huhwii
hwuhwii
Akazondiona
ndane
4 mavhiri
Akuti
Huhwii
hwuhwii
Airamba
kundichuna
nebizo
Achiti
akandiona
aichinja
road
Ndotora
girazi
ndozvitarisa
chiso
Ndombozvibvunza
asi
handisi
bhoo
Shamwari
dzangu
dzaindipa
simbisoo
Dzonditi
ratidza
ushinga
sa
team
bho
Ramba
uchitraya
kunge
Tryson
Ita
kuti
mwana
auye
ku
DangerZone
But
aiganza
Aitsenga
mvura
Ainditarisa
kunge
arikuona
shura
Ndichingoti
nerimwa
ramazuva
acha
bvuma
But
haana
kundipa
nguva
Asindicheukira
ndaridza
muridzo
Huhwii
huhwii
Aitondiona
sendisina
dhiri
Ndati
huhwii
hwuhwii
Aiti
handidi
mukomana
anogerwa
bhibho
Huhwii
hwuhwii
Akazondiona
ndane
4 mavhiri
Akuti
huhwii
hwuhwii
Takazoti
tasangana
Zvakaringana
Ndichi
croozah
paside
ndine
muskana
Mai
mpfanha
nyama-nyama
yemwana
Pachi
Gallies
kuganza
hatimbotana
Paque
yema
kombi
PaCoppa
Cabbana
Ndakamu
waver
nepawindow
ndiri
kachana
Kana
iye
akazvi
feela
ndichidarika
Kuti
ya
VVVTT
yekwa
Stunner
Ndakabvira
kare
ndichiridza
huhwii
Aindichenamira
uyu
ndaridza
huhwii
Kwaingove
kutamba
pasina
win
Achiti
ndikakuda
ndokuisa
paii
Asindicheukira
ndaridza
muridzo
Huhwii
huhwii
Aitondiona
sendisina
dhiri
Ndati
huhwii
hwuhwii
Aiti
handidi
mukomana
anogerwa
bhibho
Huhwii
hwuhwii
Akazondiona
ndane
4 mavhiri
Airamba
kundichuna
nebizo
Achiti
akandiona
aichinja
road
Ndotora
girazi
ndozvitarisa
chiso
Ndombozvibvunza
asi
handisi
bhoo
Shamwari
dzangu
dzaindipa
simbisoo
Dzonditi
ratidza
ushinga
sa
team
bho
Ramba
uchitraya
kunge
Tryson
Ita
kuti
mwana
auye
ku
DangerZone
But
aiganza
Aitsenga
mvura
Ainditarisa
kunge
arikuona
shura
Ndichingoti
nerimwa
ramazuva
acha
bvuma
But
haana
kundipa
Nguva
Asindicheukira
ndaridza
muridzo
Huhwii
huhwii
Aitondiona
sendisina
dhiri
Ndati
huhwii
hwuhwii
Aiti
handidi
mukomana
anogerwa
bhibho
Huhwii
hwuhwii
Akazondiona
ndane
4 mavhiri
Akuti
huhwii
hwuhwii
1 Zvichanaka
2 Robbery
3 Huhwi
4 Chimhanya
5 Tanakidzwa
6 Wairesi (Wireless)
7 Kusanganisa
8 Don't Do It
9 Gomba
10 Dare RemaGallis
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.