Freeman HKD - Tanakidzwa текст песни

Текст песни Tanakidzwa - Freeman HKD



Dj player ma tune
Dzarira
Man'ono maGallies
Fadza makings nemaqueens
Dzarira
Dj player matune
Maghetto yuth ese varikuti vanotemba imimi
Dj player ma tune
Five star Gallis
Dhanzi torivhura tovharisa.
Saka kumba handiende ini kana pano pachibaka
(Ndanakidzwa ini)
Kana prezah ratanga itai mufonere Vardy
(Ndanakidzwa ini)
Panosangana Sly na Sunshine maOne
(Ndanakidzwa ini)
Makore atadarika ese akapera vachibaka
"Tichinakidzwa"
Pano pakika-kika kuita kunge La Liga
Tich chibata Abidza
Pabvira papisa panenge pakwenya machisa
Pari hot kunge geyser
Man'ono vapinda three three kunge adida
Dhanzi rabva ranakidza
Varikuti five star vese vakundibigga
Ndatora chimuti ndatiza
Kungoshaikwa kwangu iminus
Chokwadi vanochiziva ava Tynash
Sly ndi ranger kunge Texas
Parizvino hatina nguva saka Ngaibake
Saka kumba handiende ini kana pano pachibaka
(Ndanakidzwa ini)
Kana prezah ratanga itai mufonere Vardy
(Ndanakidzwa ini)
Panosangana Sly na Sunshine maOne
(Ndanakidzwa ini)
Makore atadarika ese akapera vachibaka
"Tichinakidzwa"
Prezha talockera hunza makeys
Ndini wavakuti prezha king
Kumba hatizive tinodzoka rinhi (rinhi)
Torro chidira maDrinks
Kana dzarira
Kana ngoma dzichinge dzarira
Prezha ibvupfuwe anytime
Kana dzichinge dzarira
Dzarira
Dzarira
Kana ngoma dzichinge dzarira
Hapadi kunetsana ii happy time
Kana ngoma dzichinge dzarira
Saka kumba handiende ini kana pano pachibaka
(Ndanakidzwa ini)
Kana prezah ratanga itai mufonere Vardy
(Ndanakidzwa ini)
Panosangana Sly na Sunshine maOne
(Ndanakidzwa ini)
Makore atadarika ese akapera vachibaka
"Tichinakidzwa"
Pano pakika-kika kuita kunge La Liga
Tich chibata Abidza
Pabvira papisa panenge pakwenya machisa
Pari hot kunge geyser
Man'ono vapinda three three kunge adida
Dhanzi rabva ranakidza
Varikuti five star vese vakundibigga
Ndatora chimuti ndatiza
Kungoshaikwa kwangu iminus
Chokwadi vanochiziva ava Tynash
Kuti Sly ndi Ranger kunge Texas
Parizvino hatina nguva saka Ngaibake
Saka kumba handiende ini kana pano pachibaka
(Ndanakidzwa ini)
Kana prezah ratanga itai mufonere Vardy
(Ndanakidzwa ini)
Panosangana Sly na Sunshine maOne
(Ndanakidzwa ini)
Makore atadarika ese akapera vachibaka
"Tichinakidzwa"



Авторы: Emegy Chizanga


Freeman HKD - Robbery
Альбом Robbery
дата релиза
04-11-2021




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.