Freeman HKD - Wairesi (Wireless) текст песни

Текст песни Wairesi (Wireless) - Freeman HKD



Wairesi
5star Gallis
Wairesi
Yeah
Pa 5star Wairesi
Dig dig-dha ngundu-ngundu
Ndarira pawairesi
Ma anti-HK varikuti why
Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi
Negodo ravo vachatengesa mawairesi
MaJezy naTorro chunai madinga vajaire
Ma anti-Gallis varikuti why
Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi
Negodo ravo vachatengesa mawairesi
Vamwe vanodzima wairesi
Vandinzwa pawairesi
Vanopupuma votungamidza maJairosi
Newairesi ndaparira kunge virus
Danny chuna madinga vajaire
Nekuti kusingabate wairesi vanoita piracy
Vachingoda kuti vanzwe Doctor pawairesi
2019 yaibaka wairesi
Ndini ndakaita kuti vasarire
Ende ndinongobvarura ngoma
Bvarurwa careless.
Chero ma HK vachiwana happiness
(See how dem ah watch me)
Ndavagarisa ku terrace
Saka vhura wairesi Synet
Dig dig-dha ngundu-ngundu
Ndarira pawairesi
Ma anti-HK varikuti why
Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi
Negodo ravo vachatengesa mawairesi
MaJezy naTorro chunai madinga vajaire
Ma anti-Gallis varikuti why
Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi
Negodo ravo vachatengesa mawairesi
Vakaita zvekutamba havanhonge nyama
(Havanonge nyama)
Vachatungamidza munyama
Ndiri pakuisa mari muchikwama
Kunge pana Billiat Khama
Handina mafunny ndawana mukana
(Ndawana mukana)
Ku hustler kunge Boss Dhama
Ndovasiya vese vachipikisana
(Vachipikisana)
Hanzi anopedza ndiDoctor
Dig dig-dha ngundu-ngundu
Ndarira pawairesi
Ma anti-HK varikuti why
Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi
Negodo ravo vachatengesa mawairesi
MaJezy naTorro chunai madinga vajaire
Ma anti-Gallis varikuti why
Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi
Negodo ravo vachatengesa mawairesi
Vamwe vanodzima wairesi
Vandinzwa pawairesi
Vanopupuma votungamidza maJairosi
Newairesi ndaparira kunge virus
Danny chuna madinga vajaire
Nekuti kusingabate wairesi vanoita piracy
Vachingoda kuti vanzwe Doctor pawairesi
2019 yaibaka wairesi
Ndini ndakaita kuti vasarire
Ende ndinongobvarura ngoma
Bvarurwa careless
Chero ma HK vachiwana happiness
(See how dem ah watch me)
Ndavagarisa ku terrace
Saka vhura wairesi Synet
Dig dig-dha ngundu-ngundu
Ndarira pawairesi
Ma anti-HK varikuti why
Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi
Negodo ravo vachatengesa mawairesi
MaJezy naTorro chunai madinga vajaire
Ma anti-Gallis varikuti why
Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi
Negodo ravo vachatengesa mawairesi
Dig dig-dung ngundu-ngundu ndabika ngoma Cymplex
(Ma anti-HK varikuti why)
Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi
Negodo ravo vachatengesa pawairesi
Saka bika ngoma bika Cymplex
(Ma anti-Gallies varikuti why)
Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi
Negodo ravo vachatengesa mawairesi



Авторы: Emegy Chizanga


Freeman HKD - Robbery
Альбом Robbery
дата релиза
04-11-2021




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.