Freeman HKD - Robbery текст песни

Текст песни Robbery - Freeman HKD



Robbery
Robbery
Robbery
Cymplex Music
Robbery robbery
Five Star Gallis
Nekuda kwako ndaita robbery
Nyangwe ndiiswe mutirongo
Kamudiro kandinokuita sandi kePondo
Ziva kuti ndakapinda neMoyo tisasiyane se fire ne simoko
Robbery nyangwe ndiiswe mutirongo
Sezvakaitwa paMoney Heist na Tokyo
Robbery robbery robbery
Ngavandikande zvavo mutirongo
Ndoita robbery
As long money ndoda nyangwe zvima jewellery
Nekuda kwerudo ndachinja kuita criminari
Zvichaitika tongosiya judiciary
Ndoponjesa kana truck reku bakery
Ndotora masinhi as long achindipa mari
Zvemhosva tozoona ndambokupa speshari
You look so ravishing chimbovhura dictionary
Nekuda kwako ndaimerera kubva kare
Wangosvika padhuze ndaingonzwa shivery
Zvainzi haude vemagitare
Uri extraordinary kwete ordinary
(Ordinary)
Ndaita robbery
Nyangwe ndiiswe mutirongo
Kamudiro kandinokuita sandi kePondo
Ziva kuti ndakapinda neMoyo tisasiyane se fire ne simoko
Robbery nyangwe ndiiswe mutirongo
Sezvakaitwa paMoney Heist naTokyo
Robbery robbery robbery
Ngavandikande zvavo mutirongo
Uchandiwana ndandakandwa musero
Uchandiwana ndamusero
Nekuda kwerudo ndasvika pakuiswa mujeri
(Pakukandwa mujeri)
Kana vakati mwedzi twelve kumusana saMarcelo
(Kumusana saMarcelo)
Asi ndichingobuda rimwe dhiri ndobhogedza sa Augero
(SaSergio Aguero)
Like Titanic this ship is not gonna sink
Nekuda kwerudo ndapikira kuva bhandiiti
Ndichingobuda panze ndichakupfekedza ring
Zvakuda kushinga handizive ndichabuda rinhi
Nekuda kwako ndaita robbery
Nyangwe ndiiswe mutirongo
Kamudiro kandinokuita sandi kePondo
Ziva kuti ndakapinda neMoyo tisasiyane se fire ne simoko
Robbery nyangwe ndiiswe mutirongo
Sezvakaitwa paMoney Heist naTokyo
Robbery robbery robbery
Ngavandikande zvavo mutirongo
Ndaita robbery
As long money ndoda nyangwe zvima jewellery
Nekuda kwerudo ndachinja kuita criminari
Zvichaitika tongosiya judiciary
Ndoponjesa kana truck reku bakery
Ndotora masinhi as long achindipa mari
Zvemhosva tozoona ndambokupa speshari
You look so ravishing chimbovhura dictionary
Nekuda kwako ndaimerera kubva kare
Wangosvika padhuze ndaingonzwa shivery
Zvainzi haude vemagitare
Uri extraordinary kwete ordinary
(Ordinary)
Ndaita robbery
Nyangwe ndiiswe mutirongo
Kamudiro kandinokuita sandi kePondo
Ziva kuti ndakapinda neMoyo tisasiyane se fire ne simoko
Robbery nyangwe ndiiswe mutirongo
Sezvakaitwa paMoney heist naTokyo
Robbery robbery robbery
Ngavandikande zvavo mutirongo



Авторы: Emegy Chizanga


Freeman HKD - Robbery
Альбом Robbery
дата релиза
04-11-2021




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.