Freeman - Anamerodhi текст песни

Текст песни Anamerodhi - Freeman



Yoh Oskid look on man there seiko vachiita
Kahunhu kakadai hativade mu life vanhu vakadai.
(Oskid production)
Osikd smile yavo ndeye plastic (ahaam),
For no reason vanoda kunzwa kuti ndava mu coffin (ahaam),
Masiki manje mwari vangu vanoita magic(aha) varikuti
Vanoreva nhema bvunza Mr putiti(ahaam) ndapinda New York
City ndatorwa photo ndiriko vanoti photo griphi (ahaam)
Pandino bata win vanondidhonzera pasi kunge gravhiti (ahaam).
Ivava vanhu ava vanomerura ndivana merodhi but iyezvino ndinoda
Kuvaratidza road saka usatambe navo Oskid, havasibho-o,
Vanobatikana pandinovaima seiko moyo yavo ichibaiwa kundiona
Ndichizama zama vanowaiwa seiko moyo yavo ichi vaiwa,
Vanobatikana pandino vaima seiko moyo yavo ichibaiwa
Kundiona ndichi tambudzika vano like seiko moyo yavo ichi vaiwa!?
Manje vatondipinza pa pic kunge Jerald vachamuka vachindi verenga
Heraudhi kana mukwayedza zvakanyorwa ne Shona kunzi chiremba uya ava
Kicka kunge penalty vaudze kuti ndakasimba ndine walk out ndiri gomo
Real kunge emerald kungondiona vese vanoita pasaiti degree remangoma
Ndini ndine faculty ndinovatenderedza pano se roundabout ndini ndino
Vawava sevananzwa salt pavanonzwa voice
Vanoita blackaout panobvira pano Oskid panobuda utsi.
Back to chorus.,



Авторы: Emegy Chizanga, Jordan Link Mangwiro


Freeman - Mukuru Wekambani
Альбом Mukuru Wekambani
дата релиза
25-05-2018




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.