Freeman - Big Life текст песни

Текст песни Big Life - Freeman



Mukoma kuvha muende chamagona kusenda maselfie kuLondon
Eye munochena asikutaura feya kunoku nendzara tandzwa
Andisi kuti tumirayi smart
Chatinoda chete kurara tadya
Dai maita zvinopatika ndizvo zwinogara zvichitaurwa namama
Nekuti azvi mekhe sense kurarama big life mama vane ndzara kumba
Akuzi ku setha pace
Ukafadza mama mwari makomborero vanokupa
Ayisi big life
Akana mama vane ndzara kumba
Ayisi big life
Tanga wafadza mama vako kumba
Kwete kukorunga life kana pane chance
Mama vako vakakutakura 9 months
Avana kana $1 rekutenga buddie
Uribusy kuita vamwe vhanu happy
Asi mama kuno havana mari yerent
Vaimboti dai zvaita watenga stand
Togara pedu patisinga vhise kana cent
Usa kanganwe ka kuti wakafa kanappy
Pawaikura mama vaikupfekedza nappy
Pazvino varemera vakhavireyiyo gap
Minamato yavo ndiyo inowuya nemablessing
Azvimekhe sense kurarama big life mama vanendzara kumba
Akuzikusetha pace ukafadza mama mwari makomborero vanokupa
Ayisi big life
Kana mama vane ndzara kumba
Ayisi big life
Tanga wafadza mama vako kumba
Ayisi big life x 3
Kana muchikanganwa mai
Ayisi big life
Amai varangarirei
Mukoma kuvha muinde
Chamagona kusenda maselfie kuLondon
Eye munochena asi kutaura feya kunoku nendzara tandzwa
Andisi kuti tumirayi smart
Chatinoda chete kurara tadya
Dai maita zvinopatika ndizvo zvinogara zvichitaurwa namama
Nekuti azvimekhe sense kurarama big life mama vane ndzara kumba
Akuzi kusetha pace
Ukafadza mama mwari makomborero vanokupa
Ayisi big life
Kana mama vane ndzara kumba
Ayisi big life
Tanga wafadza mama vako kumba
Nekuti azvimekhe sense kurarama big life mama vane ndzara kumba
Akuzi kusetha pace
Ukafadza mama mwari makomborero vanokupa
Ayisi big life
Kana mama vane ndzara kumba
Ayisi big life
Tanga wafadza mama vako kumba



Авторы: Emegy Chizanga, Jordan Link Mangwiro


Freeman - Mukuru Wekambani
Альбом Mukuru Wekambani
дата релиза
25-05-2018




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.