Freeman - Wekwedu текст песни

Текст песни Wekwedu - Freeman



Solid Records
Ndezveduwo nhasi ndeweduwo
Ndezveduwo nhasi ndewekwedu
(Iya) ndezveduwo ndezveduwo
Nhasi ndewekwedu (dam striker)
Uchinge wachata vekwako wavapembedza-aa
Baba namai nemufaro wavachemedza-aa
Zvadaro vavengi wavanetesa-aa
Vedzinza rako wavapenyesa-aa
Vanenge voti
Wekwedu tadada naye
Ana sekuru voti
Wekwedu tadada naye
Ana mbuya voti
Wekwedu tadada naye
Madzishamwari oti
Wekwedu tadada naye
Zvadai chinzwa mhururu nemuridzo vanhu vouchira
Nemiwo mobva maratidza rudo pamberi pevanhu mombundirana
Ah yes matove baba naMai mumba mobikirana
Madanha amunonzwa achitaurwa nevamwe mugoaitarana
Toti kunewe muskana wagona kuzvibata ahauna kutizira
Nyangwe kunewe futi mukomana wagona ahauna kumitisa
Mese majamuka shortcut ndipo chete pandikukubiggirai
Pakuda kiss yekuti nyangwe pane vavengi munovafinhura
Musaparadze imba nekuda kweSnapchat neInstagram
Murume kana wafunga kutaura dzerudo taura naMadam
Newe muskana ziva kuti kubva nhasi uyu ndiye ave husband
Hatidi kunzwa kuti matsamwisana
Mese kusvika machemedzana
Uchinge wachata vekwako wavapembedza-aa
Baba namai nemufaro wavachemedza-aa
Zvadaro vavengi wavanetesa-aa
Vedzinza rako wavapenyesa-aa
Vanenge voti
Wekwedu tadada naye
Ana sekuru voti
Wekwedu tadada naye
Ana mbuya voti
Wekwedu tadada naye
Madzishamwari oti
Wekwedu tadada naye
Imimi move yamaronga ndofainari
Hapachadiwa tunhu
Turi unnecessary
Wobikirwa zvawada nenguva yawada ah nyangwe ukada aitari
Mava two kumba kwenyu mogara pasi
Motangisa patsva kuronga masinhi
Kana mune zvamanga muchiita muchiti kutamba
Guys mokanda pasi
Ehe ngazvitodaro ahaa ngazvitodaro
Zvamaita vakawanda vaizvidawo
Ahaa aizvidawo
Uchinge wachata vekwako wavapembedza-aaa
Baba namai nemufaro wavachemedza-aa
Zvadaro vavengi wavanetesa-aa
Vedzinza rako wavapenyesa-aa
Vanenge voti
Wekwedu tadada naye
Ana sekuru voti
Wekwedu tadada naye
Ana mbuya voti
Wekwedu tadada naye
Madzishamwari oti
Wekwedu tadada naye
Uchinge wachata vekwako wavapembedza-aaa
Baba namai nemufaro wavachemedza-aa
Zvadaro vavengi wavanetesa-aa
Vedzinza rako wavapenyesa-aa
Vanenge voti
Wekwedu tadada naye
Ana sekuru voti
Wekwedu tadada naye
Ana mbuya voti
Wekwedu tadada naye
Madzishamwari oti
Wekwedu tadada naye
Uchinge wachata vekwako wavapembedza-aaa
Baba namai nemufaro wavachemedza-aa
Zvadaro vavengi wavanetesa-aa
Vedzinza rako wavapenyesa-aa
Vanenge voti
Wekwedu tadada naye
Ana sekuru voti
Wekwedu tadada naye
Ana mbuya voti
Wekwedu tadada naye
Madzishamwari oti
Wekwedu tadada naye



Авторы: Emegy Chizanga, Jordan Link Mangwiro


Freeman - Mukuru Wekambani
Альбом Mukuru Wekambani
дата релиза
25-05-2018




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.