Jah Prayzah - Chimwe NeChimwe текст песни

Текст песни Chimwe NeChimwe - Jah Prayzah



Gore riye rakauya nenhamo
Chimwe nechimwe chinenguva yacho
Tichabira rwizi, mai mwana
Chigomera uripo mangwana zvinonaka
Duro riye uchariona razara, tichakanda mhodzi mai mwana
Nzara mumba mangu ndikafunga kachana
Chimwe nechimwe chinenguva yacho
Tichabira rwizi, mai mwana
Chigomera uripo mangwana zvinonaka
Duro riye uchariona razara, tichakanda mhodzi mai mwana
Tseketsa yakasara, takaikangira mudhumeni
Chikwere chikasara nhoko
Kana pfuma yenhaka, yakaperera mukuripa
Ngozi yakasiwa nababa
Ndaiti tichabereka mwana
Anosara achitevera gwara
Mimba ikaramba kubata
Ndaiti tichabereka mwana
Anosara achitevera gwara
Mimba ikaramba kubata
Gore rakauya nenhamo
Chimwe nechimwe chinenguva yacho
Tichabira rwizi, mai mwana
Chigomera uripo mangwana zvinonaka
Duro riye uchariona razara, tichakanda mhodzi mai mwana
Nzara mumba mangu ndikafunga kachana
Chimwe nechimwe chinenguva yacho
Tichabira rwizi, mai mwana
Chigomera uripo mangwana zvinonaka
Duro riye uchariona razara, tichakanda mhodzi mai mwana
Hama dzikauraya mombe
Kutomhanya nebakatwa
Kundoita muchekadzafa
Hama dzikauraya mombe
Kutomhanya nebakatwa
Kundoita muchekadzafa
Shunga dzirege dziputike
Buritsa misodzi zvireruke
Kawira pasi usimuke
Shunga dzirege dzigutike
Buritsa misodzi zvireruke
Kawira pasi usimuke
Gore rakauya nenhamo
Chimwe nechimwe chinenguva yacho
Tichabira rwizi, mai mwana
Chigomera uripo mangwana zvinonaka
Duro riye uchariona razara, tichakanda mhodzi mai mwana
Nzara mumba mangu ndikafunga kachana
Chimwe nechimwe chinenguva yacho
Tichabira rwizi, mai mwana
Chigomera uripo mangwana zvinonaka
Duro riye uchariona razara, tichakanda mhodzi mai mwana
Ndaiti tichabereka mwana
Anosara achitevera gwara
Mimba ikaramba kubata
Ndaiti tichabereka mwana
Anosara achitevera gwara
Mimba ikaramba kubata



Авторы: Mukudzeyi Mukombe


Jah Prayzah - Gwara
Альбом Gwara
дата релиза
09-07-2021




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.