Lyrics Tinomuchema - Oliver Mtukudzi
Gashirai
mwana
wenyu
uyu
Mugare
naye
hoo
nemufaro
Gashirai
(gashirai)
Gashirai
(mwana
wenyu)
Ho
hoo
mwariwe
(mugare
naye)
Mugare
naye
(nemufaro)
Muri
mweya
nengoni
Muri
mwari
ane
rudo
Munoziva
paari
nhasi
mwana
uyu
Baba
baba
baba
baba
baba
Tizorodzei
pfungwa
dzedu
Tungamira
(tungamira)
Tungamira
mwana
(tichatevera)
Tinoteveraka
(sezvo
ndiyo
nzira)
Ndiyo
nzira
yedu
(yedu
tose)
Matora
wani
(matora)
Matora
kare
(hama
yedu)
Rasaririra
(rasaririra)
Hhmmm
mwariwe
(jana
redu)
Tinomurangarira
tinomuchema
mwana
Moyo
yedu
inorwadza
baba
kana
baba
Amai
amai
tizorodzei
pfungwa
dzedu
Tambanudza
baba
(tambanudza)
Tambanudza
ishe
(ruoko
rwenyu)
Ruoko
rwenyu
rwerudyi
(rubvumbamire)
Rubvumbamire
(mhuri
yasara)
1 Guhwa
2 Kunatsa Mukanwa
3 Kumhunga
4 Zivai Zvinhu
5 Muzepete
6 Vanhu Vekumoza
7 Yeukai
8 Munamato Wangu
9 Zvarara Jecha
10 Sara Zvako
11 Tinomuchema
12 Murombo
Attention! Feel free to leave feedback.