Jah Prayzah - Tonight текст песни

Текст песни Tonight - Jah Prayzah

Variko vanokonzera mvongamupopoto
Hameno vanokonzera pamuromo
Anenge abaiwa hameno ikoko
Vatsvaga vatadza varonga dondo
Tanzvenga majita tapinda mudondo
DJ Tamuka, touch it, touch it
Anoramba achingokwenya marimba ndiani
Tonight, kutamba kwedu junga junga
Tonight, we gonna make you dance some more

Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance)
Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more)

Dance some more (moneredza chiuno)
(Shungurudza mikono) hee dance some more
Moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa)
Moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more)

Sarura chikomana ko inga maruva akasikwa aya
Tichangotamba kudzamara, kusvika tabvuma kusakara
Sarura chikomana, ko inga maruva akasikwa aya
Tichangotamba kudzamara, kusvika tabvuma kusakara
Ukabuda pachena, watondingonera
Kuti ndini ndichamora, huchi wegonera
Ukabuda pachena watondigonera
Kuti ndini ndichamora, huchi wegonera
Wowo wooo
Wooo wooo oooh, wooo woo ooh...
Wooo wooo oooh, wooo woo ooh...
Ko ndiani aenda nemari?
Anoramba achigokwenya marimba ndiani?
Ndiani aenda nemari?
Anoramba achigokwenya marimba ndiani?
Tonight, kutamba kwedu junga junga
Tonight, we gonna make you dance some more
Tonight, kutamba kwedu junga junga
Tonight, we gonna make you dance some more
Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance)
Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more)
Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance)
Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more)
Moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more)
Moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa)
Moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more)
Moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa
Tanga takadhakiwa mukona (takadhakiwa)
Mari yangu yakapera sei? (Takadhakiwa)
Tanga takadhakiwa mudiwa (takadhakiwa)
Saka wakanditsotsa sei? (Takadhakiwa)
Ko ndiani aenda nemari?
Akaramba achigokwenya marimba ndiani?
Ndiani aenda nemari?
Akaramba achigokwenya marimba ndiani?
Tonight, kutamba kwedu junga junga
Tonight, we gonna make you dance some more
Tonight, kutamba kwedu junga junga
Tonight, we gonna make you dance some more
Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance)
Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more)
Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance)
Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more)
Sha hameno dzimba four dzandakatenga dzeku Mandara dzandakatenga kubhawa
Ndazongomuka ndane mareceipts

Авторы: Mukudzeyi Mukombe

Jah Prayzah - Hokoyo
Альбом Hokoyo
дата релиза
19-05-2020

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.