Jah Prayzah - Wenge текст песни

Текст песни Wenge - Jah Prayzah



Wenge mhuka, wenge bere
Wenge mhuka, wenge bere
Vanondityira kure
Vanoti pamwe ndine gona
Seiko kusina mumwe
Mumwewe
Anoti Mukombe unogona
Haaa vanondinyenyeredza
Haaa vanondidedera
Haaa vanondinyenyeredza
Haaa vanondidedera
Tsanangudzo dzakanangana nemi, ehee
Dai manga madzibvuma
Munenge muchiendepi murusero, ehee
Makamonerera zvuma
Rimwe zuva muchaona makumbeya mbeya
Haa muchati dhuma neni dhuma
Heee! Heee hiyere, eheee
Muchavata mundowe sehumba
Heee! Heee hiyere, eheee
Haa muchati dhuma neni dhuma
Wenge mhuka, wenge mhuka (wenge bere)
Wenge bere, wenge bere (wenge mhuka)
Wenge mhuka, wenge mhuka (wenge bere)
Wenge bere, wenge bere (wenge mhuka)
Mandidyira mwana maita usavi (wenge bere)
Munoziva here ndini ndakabereka (wenge mhuka)
Munoziva here, munoziva here (wenge bere)
Munoziva here ndini ndakabereka (wenge mhuka)
Ndavadzora vanga vatetereka vakomana
Haiwa, Kushora muchinyanya
Inga ndimi manga manyangarika asikana,
Haiwa kureva muchinyanya
Mondiperekedza kana ndoenda muchiona
Hoyi hoyi hooyi hoyi
Mucharinda rinda rangu kusvikira ndaora
Hoyi hoyi hoyi
Votsenga, vomedza
Vonwa mvura voseka
Votsenga, vomedza
Vonwa mvura voseka
Hoyi hoyi hoyi
Wenge mhuka, wenge mhuka (wenge bere)
Wenge bere, wenge bere (wenge mhuka)
Wenge mhuka, wenge mhuka wenge bere)
Wenge bere, wenge bere (wenge mhuka)
Mandidyira mwana maita usavi (wenge bere)
Munoziva here ndini ndakabereka (wenge mhuka)
Munoziva here, munoziva here (wenge bere)
Munoziva here ndini ndakabereka (wenge mhuka)
Batidza moto wematanda
Nokuti vatsike mavhunze iwe
(Hauvazive here, varoyi hauvazive here)
Vanonokupindirai mudzimba ndovanokufukura mugomba vakomana
(Hamuvazive here, varoyi hamuvazive here)
Ndiyerese, Kuti varambe varikunze iwe
(Hauvazive here, varoyi hamuvazive here)
Havagone kutenda, panoda kutendwa
(Hauvazive here varoyi hauvazive here)
Hoyi hoyi hoyi Haaa hoyi (wenge bere)
Hoyi hoyi hoyi (wenge mhuka)
Hoyi hoyi hoyi (wenge bere)
Hoyi hoyi hoyi (wenge mhuka)
Hoyi hoyi hoyi Haaa hoyi (wenge bere)
Hoyi hoyi hoyi (wenge mhuka)
Hoyi hoyi hoyi (wenge bere)
Ndimi here (hama dzangu)
Ha here (hama dzangu)
Ndimi here (hama dzangu)
Ha here (hama dzangu)
Ndimi here (hama dzangu)
Haa here (hama dzangu)
Ndimi here (hama dzangu)
Ah here (hama dzangu)
Ndimi here (Hama dzangu)
Hoyo negomo wadedereka (hama dzangu)
Wakamukira mugwenga (hama dzangu)
Dzangano dzangova ngano (hama dzangu)
Hona vanoridza tsamwa (hama dzangu)
Hona vanofinyama iwe (hama dzangu)
Vanoreva mutupo wangu (hama dzangu)
Vachimonya muromo (hama dzangu)
Ha vanoridza tsamwa (hama dzangu)
Hona vanofinyama iwe (hama dzangu)
Vanoreva mutupo wangu (hama dzangu)
Vachimonya muromo (hama dzangu)
Vanoridza tsamwa (hama dzangu)
Hona vanofinyama iwe (hama dzangu)
Vanoreva mutupo wangu (hama dzangu)
Vachimonya muromo (hama dzangu)
Ha vanoridza tsamwa (hama dzangu)
Hona vanofinyama iwe (hama dzangu)
Vanoreva mutupo wangu



Авторы: Mukudzeyi Mukombe


Jah Prayzah - Hokoyo
Альбом Hokoyo
дата релиза
19-05-2020




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.