Jah Prayzah - Dzirere текст песни

Текст песни Dzirere - Jah Prayzah

Muchakura rinhiko
Pamuchaguma kucheuka miridzo
Achanamata ndiani
Kana ndaenda muchamira naniko
Ndaireva
Muchakura rinhiko
Pamuchaguma kucheuka miridzo
Ndaireva
Achanamata ndiani
Kana ndaenda muchamira naniko
Ndaireva ndaimboreva
Kura mwanangu uve gweta
Sevamwe
Ndaireva ndaimboreva
Kura mwanangu uve chiremba
Ndidadewo
Vanakomana ndinavo
Ava marombe enzira
Vanasikana ndinavo
Vombeya vozeya
Chamakabata chamakasimudza
Chandichadada nacho chii
Zvandave hari yofanzirofa
Ndaringa kumadokero
Vamwe voti dzirere
Dzirerewo dzichakurera wo
Dzirere pwere dzirere
Dzirerewo dzichakurera wo
Dzirere pwere dzirere
Dzirere kani dzichakurera
Dzirere pwere dzirere
Dzirerewo dzichakurera wo
Vana vevamwe vakagarika vakayambuka inga wani
Dzirere pwere dzirere
Dzirerewo dzichakurerawo
Vana vevamwe vakasimuka vakayambuka inga wani
Muchingoti dzirere pwere dzirere
Dzirerewo dzichakurerawo
Chikurukuru kuziva
Nepekushandisa mukana
Chikurukuru kuzova
Nechako chimwe chakaringana
Uchamira wega wogara waratidza wakura
Wotomira segamba
Usagudugudza mukapinda munzira
Mwanangu chitobata rako jana
Makangwarire kuzambire mushana kunge kutumwa
Kana riri jambwa muyereswe kana riri jambwa
Makangwarire kuzambire mushana kunge kutumwa
Kana riri jambwa muyereswe kana riri jambwa
Makangwarire kuzambire mushana kunge kutumwa
Kana riri jambwa muyereswe kana riri jambwa
Makangwarire kuzambire mushana kunge kutumwa
Kana riri jambwa muyereswe kana riri jambwa
Muchakura rinhiko
Pamuchaguma kucheuka miridzo
Achanamata ndiani
Kana ndaenda muchamira naniko
Naniko
Muchakura rinhiko
Ndirinhiko
Pamuchaguma kucheuka miridzo
Haiwa ndirinhiko
Achanamata ndiani
Ha ndianiko
Kana ndaenda muchamira naniko
Vana vevamwe vakayambuka vakagarika inga wani
Vana vevamwe vakasimuka vakayambuka inga wani
Muchingoti dzirere pwere dzirere
Dzirerewo dzichakurerawo
Dzirere pwere dzirere
Dzirerewo dzichakurerawo
Dzirere pwere dzirere
Dzirere kani
Dzichakurerawo
Dzirere pwere dzirere dzirerewo dzichakurerawo
Vana vevamwe vakagarika vakayambuka inga wani
Dzirere pwere dzirere
Dzirerewo dzichakurerawo
Vana vevamwe vakasimuka vakayambuka inga wani
Muchingoti Dzirere pwere dzirere
Dzirerewo dzichakurerawo
Makangwarire kuzambire mushana kunge kutumwa
Kana riri jambwa muyereswe kana riri jambwa
Makangwarire kuzambire mushana kunge kutumwa
Kana riri jambwa muyereswe kana riri jambwa

Авторы: Mukudzeyi Mukombe

Jah Prayzah - Hokoyo
Альбом Hokoyo
дата релиза
19-05-2020

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.